1. Couples musatore chikwereti behind each other, dzimba dzadonha nezvikwereti.
2. Teach your children nzira dzaMwari.
3. Musarwe kana kupopotedzana. Vana vanozodzidza behavior yakaipa.
4. Always communicate. Pacommucation ipapa ndopane basa. Regai kuita mazvakemazvake.
5. Madzimai bikirai varume venyu. Vamwe vanoti zvose ngazviitwe nasisi, including washing of inner garments. You will be giving the devil a door. Musapeta maoko, muchato unoshandirwa.
6. Know your spouse's weakness and address them with respect.
7. Varume kana munin'ina kana hanzvadzi yako ichida mari, ngaiende thru Maiguru. Drect kunaMkoma inokonzeresa.
8. Musaendese mari nemagroceries kumba kwenyu nerweseri. Kana muri couple, matove nedzimba mbiri. Itai pamwe chete kumainlaws enyu 50:50.
9. Vechidiki vanogara nevabereki, be responsible. Tengai magroceries kusvika mava kugara mega. Even mava mega, hazvina kuipa kutenga futi.
10. Kana wava married, watokura. Usarambe uri mudiki kana kukura uchidzokera pasi sembambaira.
11. Language yokuti baba vako, mai vako, munin'ina wako kana kumba kwedu ngaipere. Haisi language yemuKristu. Unongoti mai vanga vari pano kana baba nanga vari pano.
12. Musachengete zvigumbu. Ngura inodya simbi yakaitakura.
13. Edzai kunamata pamwe semhuri. A family that prays together, stays together.
14. Plan together not wega wozouya watoplanner kare. NO. It weakens your marriage.
15. Bhaibheri rinoti murume achasiya baba naamai vake akanamatira mukadzi wake. Vaviri ava vachava nyama imwe. Varume nevakadzi rumurikaiwo. Nguva nenguva, ndadaidzwa kwaanaMhamha. Endai mese, usaende wega. Kwete kuti mai vakauya, murume anotandara naamai vake kusvika 00:00 midnight mudzimai ari ega mubedroom.
16. Usaone TV kana kuverenga newspaper mukadzi aenda kundorara kare. Iyo Whatsapp yakazodai kuuya iyi, dzimba dzava kuputsika nemafoni aya. Teerai kundorara pasina maminutes.
17. Mubedroom hamusi mucourt ndeme lula lula
Siyawo reaction kana waverenga 👏❤️100+ tikupei zvimwe
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp on https://whatsapp.com/channel/0029VaaPe4P2ZjCmbFHOa01K, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
