HEAVY TESTIMONY:
I have seen the glory of God so allow me to testify ,last year I lost my baby 12 hours after birth hanzi nachiremba aiita problem yeheart tanonoka kuzviona so ashaya ,uye l had mamwe ma miscarriages kumashure.
Handidi kunyepa ndakapererwa nekurwadziwa zvekusvika pakuti hakuna Mwari ,ndakaramba kana kunamata chaiko chero ndichidya ,nguva yangu yakava yesocial media chete ,ndopandakaona this group rinonzi Choto CheMadzimai ndakarijoina because of The Man of God Bishop Apostle Pride Sibiya his sermon insipres me a lot ,so pakazoiswa Whatsapp group yeChoto chemadzimai ndakarijoina ndopandakatsanangura nyaya yangu then pane akanditi wadii kumbotaura naBishop, ndakataura navo vakandibvunza kwandogara because vaida kundidirector Kuna any pastor aiva kudhuze neni then vakandipa number dzamom DP Kiyard Bester vanotungamira kuHighfields, ndikataura navo ,she invited me Kuma Tuesday prayers anoitwa nevakadzi ,she prayed for me n I regained hope n faith ndikatanga kuenda kuchrch (Glory Ministries) ndakazoti ndava neimwe nunhumbu yavamusix months ndakanzi plcenta yako irikukura nekutorera mwana chikafu so ndaienda every 2 weeks kuscan ,then last Friday ndakaenda kuscan kugomo ndobva ndanzi emergency opp ,bcoz placenta yakutotora chikafu kubva kumwana so hatichamirire labor ndakafonera mom Dp Kiyady vakandinamatira madoctors vakatanga kungodelayer ,from Friday kusvika Sunday manheru vakati usadya nekuti Uda kuitwa emergency mangwana kuseni kureva Monday, Monday yakasvika vakanditi nhasi hazvichaite coz makawandisa tokutora mangwa Tuesday ,vakandiendesa kuearly labor ward ipapo I could tell kuti nhasi ndinochekwa chete ,ndakaudza futi mom DP Kiyady she prayed for me through the Fon, madoctors vakatanga kungodelayer futi I prayed ndri mutoilet zvangu,then Kuma 1 am ndakatanga kunzwa pain kusvika kuma5 am shupa ichiputika apa madoctors achipinda hanzi mugadzirei aende ku theater,vakangobuda vachinotora zvinhu dzavakuma to 7 mumwe nurse akangoti chomborara apa ndikutarise kurara kudai akti takurai mabag amai muende kulabor ward mwana ava padhuze ,ndichitakura mabag vekutheater vachisvika hanzi Kwira pa stretcher tiende kuopp mbuya nurse vandanga ndinavo vakti haasvike mwana anenge atobuda ,ndakanokwira pabed mwana kwakutobuda ,mwana muskana vanhu vese manurse akasvika pakundibvunza hanzi waishandisei coz vanhu vashoma vanoita Short labor kudai ,ndikati prayers ,minamato inorerutsa zvinorema ,haaa inin I salute grace dzemu Glory Ministries ,kwaane mwana muskana (Atipaishe Br****ey Ka****u) ndinonzwa kufukidzirwa ndiri muGlory ministries
Amen.
Bishop's Response: I am elated my daughter. Congratulations for this. Will soon see the baby, bless you and family.
On a FASTING FRIDAY as this, if you have the same issue, TYPE "remember me oh Jesus!" and will pray for you. My God who did it for her, will do it for you too!
Amen!
Follow the Apostle Pride Sibiya channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029VaaPe4P2ZjCmbFHOa01K
Apostle Pride Sibiya Apostle Pride Sibiya Online Anna Tendai Chiweshe Sibiya
