How I Overcame A Spiritual Husband

Apostle makadini? Please hide my ID. This is what I have taught myself about spiritual things that come from the dark side. The dark side is very clever...they command, so isu vana vechiyedza should also learn to command.....with facts. 



Spritual husbands and wives dzinotongoda kuudzwa kuti ini handina murume anozviti ndewangu iye asina kumbondipfimba ndikamubvuma....wadaro unotanga kurota uchipfimbwa uchitoda...vakangwara vanhu verima. zvadaro declare kuti handina murume anozviti murume wangu iye asina chaakabvisa kumusha kwangu. Kana uine murume akakuroora kutoita declare kuti handiroorwe nevarume vaviri uye handigare nemurume asina kundiroora. Chavekunetsa mazuvano vana vedu varikugara nevarume vasina kuvaroora, varume vevamwe, vakadzi vavasina kuroora....izvi zvandanyora hazvishande pamunhu arikuita chipfambi or arikugara nemurume asina kuroora, nekuti ukataura mashoko andanyora zvinotodzoka nesimba kuzokurwisa kuti urikutiramba sei iwe uchirara nevarume vakasiyana siyana, urikutiramba sei iwe uchigara nemurume wausina kuita naye mhiko inozivikanwa mumusha menyu. 

We have weakened ourselves which is why we are being easily attacked. You cannot speak against evil iwe uri kurarama in sin, pabatei ipapo. Izvi zvakashanda kwandiri, I have shared this nevamwe, pane akatendeka zvinoshanda, which is why mitemo mimwe yaive yakaiswa eg the 10 commandments, imwe iri cultural like marooro, kutibatsira kurwisa such things rwaitove ruzhowa, now mitemo iyoyo haichatevedzerwi.

Kunamata will not help you, this is about you urikurarama sei, kutsanya will not help you, but speaking against this according to the way yauri kurarama, yakaswatuka will definitely help you. You might need to rephrase Apostle. This is the secret to it....Muhope chaimo unotoramba wega kuti ini handirarwe newese wese...because in reality hausiwo kurarwa newesewese. Kururama kwakakosha nekuti kunotinzvengesa pane zvizhinji, iyesu tiri kubvisa ruzhowa rwuri patiri tega...nemararamire atirikuita....

Mweya Mutsvene ngaakwanise kurarama matiri that is when we empty ourselves of all the needs of the flesh and we let the holy spirit be in charge of our daily living, zvino tinoda kuti Mweya Mutsvene atizadze...isu takazara kare nesvina pamwe nekutongwa nenyama inoora , hakuna zvakadaro Apostle.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.


avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp