House-Help Files: Vanoda Kutishandisa Vozotisvipa

Hi Apostle hope you are doing well.




To start with musikana webasa munhuwo

Be a housemaid doesn't mean hadzina kukwana or urimurombo

There are good reasons dzinoita tisvike ipapo

Kuve vanhu vanobata vasikana rough,kuvanyima food

Kufungidzira kuti vanodanana nevarume vavo

Hanz usapfeke trouse or hembe dzakadai 

Izvo hazvimise unhubu hwevanhu I'm my long dresses ndogona kungorasa hunhu


Kozoitawo ma boss rume anofunga all maids are desperate for men ,kuda kutiitisa kana vapedza nesu votosvipa

Patinotsvaga basa paya tinenge titoriwo neurongwa hweramangwana rakajeka,kusevhawo Mari dzedu kuti tidzokere kuchikoro or kuti tiwanewo Mari yekutanga zvima business zvedu,or kuendesawo vana vedu kuchikoro 


Havasi vese havo ma boss anodzikisira ma maids pasi,vamwewo ndovanosimudzira nekukubtsira kurongera upenyu

Basa redu pane time yarinonakidza especially when you work pane vana ,you become family and the bond will grow zvedu when you are not around them you will miss them like your own kids.


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.


Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp