Shalom shalom Apostle thank you for this awesome opportunity to discuss issue yevasikana vemumba or vakomana vebasa.
Basa we do depending on where you are or what the family is expecting you to do but dzimwe nguva our bosses vanotokuita kuti uve bhanditi chairo or kuti uve ne i don't care attitude. Basa iri ronakidza in the sense yekuti you tend to learn certain characteristics dzevanhu and how to deal with them.Pamwe pacho unenge uine mwana mucheche imomo and they expect you to have super powers to do everything. Chandakaona nekudzidza ndechekuti varume havana pressure more than boss ladies and they seem to have good heart.
Us nannies or house maids tiri vanhu vakafanana naivo kusiyana kwemabasa chete. Sometimes vanotiona sevanhu vasingafunge or vasina kufunda and hatitovaratidzewo kuti ndoziva or ndakadzidza tovaratidza divi ravanoda. The challenges that we face normally ndeekuti unogona kubika zvinonaka vanodya vopedza wozonzi auntie mune amasi kkkk or when they are having birthdays vanoita nemhuri imi menge muri kukitchen kkkk then you go and clean hai Apostle kkk
Kumwe kwacho hanzi auntie mukaona ndaisa poto yangu pamoto musabate zvino yakazotsva ndirimo vakagumbuka ndikati makati kana ndaisa poto musazobate kkkk saka moona kuti mamwe mados and don'ts haanyatsoite.
Ehhh vana baba vacho vanonyenga havaregedze mufunge my first job ndakatosvika baba vacho vachidanana neumwe musikana because taive 2 and when he observed that kuti am not that person we became enemies asi vaitoona ndiine ring kuratidza kuti am married so if Mwari vakasapindira even if you are married you will be tempted kupinda muchivi navo.
Pakuba apa zvoenda nemunhu unenge wagara uri mbavha zvako nekuti hauna chikonzero chinoita kuti ube iwe uchishanda even ukaona sezvakawanda. Asi chandakaona chibasa ichi ukashandira mukristu unopika jeri gehena chairo vanehutsinye hwakahwanda asi mahedheni they pay and treat you well. I thank God for this job because Mwari vakanditendera kuziva mhando dzevanhu and how to handle my emotions chausingade be open and chatagonawo varungu ngavatiudze. Munhu ngaabatwe semunhu kwete kuti imbwa inogara paseat munhu kucanopy.
Bosses should know that you can't trust me with your kids and not with you rice and stew, consider what is important.
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
