House-Help Files: Taidya Chocolate NaMother

Being a housemaid some people take it as, basa rinoshoresa or rakashoreka because zvese ndiwe unofanhirwa kuita .You are being used as chinhu chisina basa.I have been a maid for the past 2 years ndaishandira maTswana these people they were good people to me but at the other hand vaive vanhu vakaomera especialy pakuwedzerwa mari.



Maboss angu handidi kunyepa ndaitabatwa zvakanaka zvekuti pa list ravo re grossary ndaitoverengwawo. Basa ndaita madiro, sometimes kana boss vangu mukadzi kana aripa off ndaitobatsirwawo basa.

If she buys some snacks aitondi hafurirawo i remember she bought a bar of chocolate i was surprised achitonditi aunt tora knife ndikuhafurirewo for sure aka hafura ndokundipa .Munhu anerudo zvekuti if i took 2 hours cleaning ayindiudza kuti pawashanda pakwana go and rest or aitonditi wambogara pasi ndoti nhasi im so busy aitonditi chimbogara pasi.

Chikafu  she could say feed the body that work .Tanga wazvi feeder owana mashandiro .Zvekuti kuma group edu echimaid ndikanzwa kuti umwe arikuto tukirwa kugara ini ndaitotukirwa kunzi zvawashanda wambozorora wambodya here.

Uye vana vavo i believe kuti the way yandai bata vana vavo zvese nekuva trainer i think ndozvakaunza benefit kwandiri kuti ndibatiwewo zvakanaka .Vana ivavo vaisada neni zvekuti ndakamboita time yandakamborwara ndikakumbira ma days ekuti ndimbopora ah kwakaitwa mariro sekunge ndafa but irinyaya yekubva pabasa .Pandakadzoka rudo rwakabva rwawedzerawo.

But boss murume manje ah munhu aitaurisa especially pachikafu haaa baba yayishusha zvekuti ndaiti ndikabika zvakawanda sugar or salt ndaichiona musiwoyo asi salt yacho inenge isina kumbowanda but kuti awane chekutaura.Vana vake vanototya baba vavo zvese nemukadzi. Asi kushanda ndaka shanda zvakanaka.

Kuve house helper kunoda moyo murefusa uchinamatawo kuti zvitewo nyore. Its true variko vanoto shungurudza asi ndiweka unebutsu irikurwadza kutoshinga ukaona kuti hapasikuita shanda uchitsvaga pamwe also usa siya basa nekuti paitabasa rakawanda asi uchihora mari yako nenguva uye hawusikushanda ne nzara ndoti shanda. Also ziva zvawakatsvagira basa. Zvisinei newe siya uite basa .Also upgrade yourself usarambe uripa same trade.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.


Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp