Ini hangu mazuva yektanga zvaimbondiremera cz vanhu vanda katanga kushandira kkk panga pakashata.
Muhumaid tosangana nezvakasiyana siyana.ndaishandira may fellow Zimbabweans bt ummm zvanga zvakaoma. Mazuva yektanga ndainzi mumba muri kusara mavhu (hamusi kuchena). Murume achiti handidye chikafu chinobikwa namai.
Mazuva achipindana murume akazoti ndri kurota aunty vachirara neni, vane mubobobo. Ummm ndochinhu chihombe chisinga bvi mumoyo mangu nanhasi. Handizivi kti nyaya yavo yaive papi. I prayed that week like never before, ndichiti mweya yekumba yanditevera kuzondinyadzisa kusvika that level. Asi ndotenda Mwari kti vakanzwa minamato yangu cz zvakazoita zvichipera.
Nepamwe mwana akashandisa mari yake akadhakwa zvikanzi sechai bag raaunt apo yaive $200 yaive yanzi ndaba. Tosangana nezvakawanda mukushanda. Asi ndakadzidza kti ndofanirwa kunamata zvikuru cei nekti pamwe unombokundikana chaiko. Ndotenda nekundipa nguva yekutaura nyaya idzi dzaindirwadza kti kuzotarisirwa pasi kwacho kwemamaids kuno nyanya.
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
