House-Help Files: Madam B@ss Musadaro

I'm a girl aged 26 I'm working as a stay in maid. Nditoriwo ne5 O’levels but nyika yedu mongoiziva mumiriro wayakaita



1 As for me I follow instructions pabasa rangu handiite nharo pazvinhu zvemunhu mumba mevanhu ndozviisa pasi paBoss wangu.I make sure kuti ndamuka early ndoita basa rangu ndopedza in time ende ndoita zviri perfect.

 

2...I love kids I know how to entertain them 


3....People must know kuti  mahousehelps vanhuwo saivo but mahousehelps tagara tiri vanhu vanotarisirwa pasi tiri vanhu vakashoreka some of us takatodzidza but mabasa anenge asiri kutamba


4 Machallenges atosangana nawo pabasa redu kupomerwa mhosva dzausina kuita like pamba pakashaikwa something kunonzi ndiHelper ,kunyengwa pabasa ini handisati ndambosangana nazvo,kutukwa nevana vebasa tinotukwa but inini handizviise mumoyo nekuti ndoziva chandakavinga ibasa kuti ndiwane mari

Kusapiwa proper Off especially kana kumba kwenyu kuri kure unenge uchinzi anoidii off kumba kwavo kuri kure hambokwanise kuinda every month.Kurarama semuranda nekuti ukugara pamba pasiri penyu.


5 vanaMadam Boss vanenge vachitifungira kuti togona kudanana nevarume vavo or hama dzavo dzinenge dzavisitor unonzwa voti hee dressing yakati haiide apa off vasingakupe yekuti unopfekao zvaunoda,,,,some of us zvekudanana nevarume vavo hazvitosiri matiri handingaiti utsinye hwekudanana nemunhu anondipa sadza ndichigara mumba mavo so musatifungire please titorio vanhu vanoReasoner.People think kuti maMaids imbavha pakashaikwa chinhu pamba konzi ndiMaid sometimes vana venyu ndodzitori mbavha but hamuzvizive henyu


6 Todao maOff kuitira kunoonao maBoyfriends edu ,hama dzedu ,shamwari chaidzo,kumbowanao time yedu tega tichirefresher tiri vanhuo 


7MaBoss tokumbirawo muwaneo time yekugara pasi nemaHousehelper enyu moonesana kwete kungoti imi ndimi mongotaura zvamoda helper haatenderwi kushama mromo mongoti zvataurwa naBoss ndizvo,,,,MaBoss dai maikwanisa dzidzisaiwo vana venyu hunhu kurespector maHelper enyu mukadaro vanhu vanobatana zvakanaka mumabasa umu,,,,MaBoss hutsinye ngahuite hushoma mukabatao helper zvakanaka anobatao vana venyu zvakanakisa TITENDE


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.


Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp