Been a maid for15 yeà rs though pamwe pacho ndaimbotira mabreaks due to menta health issues.
Varungu vacho havatoone semunhu kutoedza kuvatsanangurira vanotokuona sebenzi ini handisat ndambodanana naboss vanotoisa shoko but ndikaona zvadaro handioneke and nanhasi ndinofamba nepurse yehembe.
Am not a thief but pawabudira pese unoitwa search l dont know why they hire someone wavasingavimbe l dont wear fancy clothes cz vanotya kutorerwa varume of which ziso rangu ini hariko varungu vanoda umuke ma four woswera wakamira uchirara na 10, 11 musikana webasa munhu anoda rudo,anoda kubatwa mushe moregawo kunyima chikafu sadza nema vegies ww appreciate kwete kuti chingwa netea zuva rese masikat toswera nayo here?
Ndakambopindirwa ndikavaudza kuti budai izvezvi or ndakurongedza around 2am ndikaona zvadai ndinobuda handioneke cz ndakambobatwa ndiri teenager ndakaedza kuudza amai vandaishandira vakati ukango reporter ndiwe unosungwa ndakabatikana zvekut ndakatozozviona ndskura kut ndakavharwa and kuhealer kwakatoramba zvinotombondibata nesimba zvekuti chest inorema mentally that job ukasangana nevanhu vanozviti ndivo unogara une stress unotukwa chero nemwana and havanei nazvo vanhu vacho maid anotodai nzeve zvino tikada kudaira tionesane havadi hanzi bvuma zvese till when nditori nema course andakaita l just hope one day ndinowana basa ririnani ndozadzisa zvishuwiro zvangu.
Bishop: Daughter you need counselling and healing. Waverenga batsiraiwo.
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
