Aunty Rhoda: Ichokwadi Here Ichi Madzimai?

Dzidziso yanhasi- inzwa kutya Mudzimai



💥💍munhukadzi inzwa kutya kana uchichiva kana kudanana nemurume wemunhu.


💥💍inzwa kutya kana pamba pako pasingasvike hama dzemurume


💥💍inzwa kutya kana usina kabusiness kaunoita


💥💍inzwa kutya kana muchiisirana mapin pamaphone murume 


💥💍mudzimai wechidiki inzwa kutya kana uchitaura na-ex wako ive waroorwa 


💥💍inzwa kutya kana amai vemurume kana vasinganyanyoda kugara newe. share this message with others ❤️👏🏼👏🏼


💥💍inzwa kutya kana murume wako achiri kutaura nemaex ake. zvinoreva kuti rudo rwako rushoma.


💥💍inzwa kutya kana usina yako kitchen kumusha.


💥💍married woman inzwa kutya kana uchinyeya murume wako nevamwe vakadzi


💥💍inzwa kutya kana uchifarira mapikicha amufundisi kudarika emurume


💥💍inzwa kutya kana uchimboenda kumba kwenyu wozoita zvekufonerwa. Share with others ❤️👏🏼👏🏼


💥💍inzwa kutya kugara nemurume asina kukubvisira.


💥💍inzwa kutya kana uchibvuma kut murume agare ega kudiaspora iwe uri kuno.


💥💍married woman inzwa kutya kana uchienda kunofara uchinonwa doro without your husbnd.


💥💍married woman inzwa kutya kana uchikoshesa manails nemhete,  usingagoni kuita mabasa emaoko


💥💍inzwa kutya kana usina hama yemurume yaunowirirana nayo

 Share with others. Thanks kune vacha share ❤️👏🏼👏🏼

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp