Kunyangwe movie inakidze sei but ikashaya sound kana volume, haimbofa yakanakidza.
Ndofunga ndatsanangura zvinonzwika nemunhu wese.
Madzimai muriko here!!!
1. Beans dzinonetsa kukohwa mumasora ndapota hangu. Chikumbiro kuti munda webhinzi kana nyemba ngausakurwe kukohwa kusazonetsa, Ndofunga ndanyatsotsananngura zvinonzwika nemunhu wese.
2. Kukura kweBanana hazvireve kuti rinonaka, rinogona kutokudzipa. Twuripo twuma Banana twudiki asi twuchitapira zvisingaiti. Zvinoenderana nemashandisirwo aro. I think nyaya muri kuinzwisisa musashora handidi kudzokorora
3. Hapana gapu rinonzi harinake. Chabikwa chess chinonaka asi mabikiro. Pakubika ndopane nyaya. Mushonga wekubika kukurunga. Pakubika ipapo kurunga mudzimai wanhasi kurunga ndapota wangokurunga chete watopedza ma sports.
4. Ana mai munobvumiranana neni kuti hapana mwana anokwata kana akaguta. Kana usingade kuti mwana wako akwate asati abuda mupe chikafu. Kana ane nhafu mupe chakawanda.

![]() |
| Aunty Rhoda: Hapana Gapu Risinganake! |