Hide me: Ndine 37 years vana ndaive nevatatu asi vese vakashaya murume ndaive naye naiiye akashaika zvese izvi zvakakodzerwa nekubata mushonga kwandakaita kuromba.
Ndakapihwa mazai 6 mazai aya aigara muhari hari yacho yainge ine mukaka mukati asi ndakadzi ndikaona mukaka wapera muhari zvoreva kuti ndaifanira kuputsa zai rimwe chete saka pakuputsa ndopaifa vana vakafa nemurume akafa ndikasara nemazai maviri pamaviri akasara ndakanobvudza kuti ndiani achafa ndikaudzwa kuti mazai asara ndimai vako nababa vako kunzwa kudero ndakaramba zvekuramba ndopandakadzi chisarudza kuuraya vabereki or kumedza makonye aya ndakaona kumedza kurinani.
Ndakabva ndapihwa makonye aye akange akazara zijug uye ndaidzi ndofanira kumedza one one kusvika ese apera ndakaita seizvozvo ndaiti kana ndikamedza ndaitoriona mukati richitakanyika ndakapedza kuwamedza zvakanditorera 10 hours kuti ndiwapedze uye ainhuwa aine unye hwaivava pahuro,,kufa kwevana vangu kwakadirwadza zvekuti nanhasi ndongoti chero ndikafa hazvina basa.
Mari yandinayo irikuto dyiwa nehama dzimwe nokuti ini handichina basa nayo hapana anoziva kuti ndakaromba vese varikuti imari yeziya uye kubva zvandakapfeka makonye vabereki vangu ndakadzi ndisavape Mari yangu kana chii zvacho zvemari yekuromba ndinorwadzihwa nokuti varikufunga kuti ndakavarasa munhu aitombova chengeta ndibrother vangu vandakauraya iyezvino varikutambura apa vakura nemari yandinayo ndodzi ndisavape zvinondi baya pamoyo zvekuti ndakadzi ndikavapa vanofa...
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp on https://whatsapp.com/channel/0029VaaPe4P2ZjCmbFHOa01K, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp on https://whatsapp.com/channel/0029VaaPe4P2ZjCmbFHOa01K, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
