Haaaa hushamwari kuumbana veduwee... Tambawo nemunhu anokuvaka, anokuwudza zviri kuitisa mari. Shamwari ngainzwe shungu nehupenyu hwako. The person must also be able kukutsiura (rebuke) kana wakanganisa.
Pane musiyano pakati pekutandara mese nekutamba mese. Tikapinda tese church hazvireve kuti tave shamwari. Tikatafamba tese in the same bus, hazvireve kuti we are friends. Ehe tinozivana but hatisi mashamwari. Ndine wandiri kutaura naye here pano? Shamwari munhu waunoudza zviri pasi pemoyo. Munhu anokuziva. A friend is someone asingamire pane vanenge vachikureva. Vanhu ngavato nyarara kana asvika.
Iwewe unoitwa Entertainment pakudya mari dzavo vanhu vachitandadza pfungwa dzavo kuti vawane kufunga zvimwe zvine pundutso. Uri kusheedzwa kuti ndiperekedzewo kushopping. Kuswera muma shopping mall, shamwari ichiyedza nekutenga hembe, for what?? In the name of friendship???
Chako kupusha chingoro nekuvatakurira mabag... Pavanoronga nekutsvaga mari yacho iwewe unosiiwa coz vanoti haubatsire. Kana vakuiita maparty they call you, wopihwa makey apanechikafu. Iwe unotoiona as a favour , hanzi haaaa vanodya mari yavo ndiripo.
Ko pavanoironga nekuita mari yacho unenge uripi??? Munhu vhurika pfungwa mhani. Ziva vanhu vaunotandara navo nevaunotamba navo. Chenjera kuzofunga kuti vanhu vacho vese vanokwana kwese(kutamba nekutandara, ayewa).
Kudanwa kunodya Mari hakusi kudiwa . Chinonzi kudiwa kudeedzwa kunoita pavanoronga how to make Mari..svinura mudikani...Dzidziswa mabatiro echirauro uendewo kudziva kunoraura..Dzidza kuendawo kunohodha madomasi wotengesa...
Blessed Day... Ndinokuda Ndosaka Ndakuudza Hangu...
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).
The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).
The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
![]() |
Shamwari |