Sei Mwana Uyu Achida Madhara? Apostle Votsanangura Nekubatsira Madzimai Zvakadzika Pamakuriro Avo

MUST READ: Good morning madzimai (nevarume) Ndinonzi Apostle Pride Sibiya founder of Choto CheMadzimai for ladies (and Dare Revarume, for men) together with my wife Anna Tendayi Chiweshe Sibiya. Ndokumbirawo kumbo taura newe sedunga munhu. Satani chete ndiye asingade kuti uverenge izvi. 

Sei Mwana Uyu Achida Madhara? Apostle Votsanangura Nekubatsira Madzimai Zvakadzika Pamakuriro Avo


This morning as I was praying God prompted me to speak to you on a very personal level. This post is not for everyone cumulatively but for YOU as an individual. Kana zvichiita tumira the most important people around your life, women and men! It will help you also. 


Sorry it will be a bit long.


The Spirit of God started dealing with me concerning ladies and things that affect them from infancy. Vamwe takatukwa, cursed nekurambwa tiri mudumbu, vamwe tatozvarwa ndookuzorambwa, vamwe tatokura kudai. Vamwewo misha yatakazvarwa ine nyaya dzakaparamurwa dzatakatoberekerwa madziri dzinotitevera nekuti shungurudza. Nemukukura vamwe we were abused verbally, psychologically, physically, sxxually nedzimwe nzira dzakasiyana siyana. Chimwe chikuru chakatikuvadza kukura tichingodzidziswa kuti hupenyu is centred around murume: "ukafamba uchidaro varume vanokuramba... Varume havadi mukadzi asingagone kubika... Ukasadhonza ma*******ji unosiiwa... Varume vanoda mukadzi ane ma****o mahombe" and so on. Zvimwe zvinotaurwa nesociety pamusoro pemunhukadzi nepamusoro pemunhurume zvinoshandurawo maonero edu ehupenyu kwete zvaive zvakatarwa naMwari. Izvi zvese zviri kushaper mudzimai kuita zvisiri zvaidiwa naMwari and the way you do things usingafunge kuti ndizvo zvauri kutoita. Let me give you a few examples.


Mwanasikana wese anoda rudo kubva kumurume. Murume wekutangisisa anofanira kumuda ndibaba vake. Akasadiwa or kurambwa navo kana nehanzvadzi zviri nyore kuti atsvage attention yevarume kuburikidza nemuviri wake. Madzimai mazhinji vave kunzi zvifeve nhasi havana kuzvisarudza asi vakakura vasina rudo rwaanababa. They don't even understand why they do it or on the extreme contrary hate men so much.


Kazhinji ukaona mwanasikana wechidiki achida kudanana nemadhara haisingori nyaya yekuda mari. Inyaya yekuti she was never fathered saka mukati make haasi kungotsvaga murume, arikutsvaga baba, arikuda rudo rwababa rwaakashaya paudiki, that dad's pampering of a baby girl! Musakurumidze mashora musati maziva. 


Mudzimai akasiiwa nemurume wake nekuda kweumwe mukadzi ari pamuyedzo mukuru wekudananawo nemurume wemunhu achitoita small house-wo asi zviriizvo zvakapitsa yake imba. The principle is, hurt people hurt people... Munhu akakuvadzwa anokuvadza munhu! Iwe hautonzwisisi kuti sei uchidaro.


Kubva uchikura wakadzidziswa kuti murume is everything so its easy to hate a fellow sister and feel jealousy because aroorwa ini handina... Akapfeka hembe yakafanana neyangu asi haina kumbo mufita... Akaroorwa hake asi paive nevasikana vanga vakanaka kumupfuura! Vakanaka vacho ndiwe manje! Icho chinombonzi kunaka kwacho mazuvaano based on our background chii?


Its either kuita mahips, magadziko mahombe, smooth skin,  vhudzi refu or kuita yellowbone or slim! All of these are social constructs  and are putting too much PRESSURE on the girl child... no wonder why madzimai arikubatwa maB. P akawandisa. Most of the time what we pressurized into doing is to find acceptance by others or men and yet many time they are not even noticing it except kuti "arikuzora, ane kakutsvukuruka kaakuita... Arikumwa appetito! And the like. Most men don't even admire that! I think mwanasikana urikuzviisa undue pressure and mufaro wawakasikirwa naMwari you will never enjoy unless you change your mindset. Why urikufia vanhu vasingatombokucheuke? My million dollar question is: DO YOU LOVE YOUSELF? DO YOU CRUSH OVER YOU? DO YOU ACCEPT YOU? 


I am not saying do not improve yourself, NO! Please enhance yourself, enda kugym, mhanya, ita maworkouts, ita make-up, hazvina kana dambudziko. I reiterate: PLEASE IMPROVE YOURSELF! We all know, for example ,that fat and cholesterol are killing so we have to change our habits. Dambudziko rangu nderekuita zvinhu nekuti urikuda kungogashirika hence end up under too much pressure yekuti you lose the essence of who you are, the original person that God created. Ndaingati murume wako chaiye anobva kunaMwari haafanire kukushandura zvekuti you end up being a different person than you. He should accept the basic you and see the greatness God has deposited in you, groom you, bless you, help you and release you to your God-given greatness. Chawakabarwa nacho hachifanire kufa nekuti waroorwa. Your lobola day shouldn't be your vision-killing day! 


Dambudziko raitika nderekuti mwanasika atozvivenga, self-hatred chaiyo. Haugone kuita short hair because you can't look at yourself as an African... Haugone kugashira kuti door iroro ririkumashura ndoorako and you are still 100% loved by God and us zvakadaro! So now you lack confidence, have absolutely no self worth, unokungura kuti dai waive murungu or wakatsvuka etc saka hauna mufaro nezvauri always... Saka uchafara riinhi zvauri dhafu-dhunda! Zvausina mahips? Zvawakanyanisa kutsvuka? Zvausina magadziko anotambiswa paFacebook(twerking)? Zvausina murume? Zvaune murume, when are you going to love him with confidence kana uchingofunga kuti ndichasiiwa nekuti handina kudhonza? Zvausina mari? Zvausina Brazilian kana Peruvian wig? Zvawanyanyowonda? Zvausati waane mwana? Zuva rekuzvigashira nekufara harife rakasheedzerwa muradio, wotofara nhasi! 


Mwanasikana wangu, chinditeereresa: while you really have to improve yourself, what makes you worthy is not the fact that you look like so and so. You are worthy because:


You are made in the image of God Genesis 1:27


You are beautiful the way you are Psalm 45:11


You are special Ephesians 2:10


You are loved Jeremiah 31:3


You are the apple of God's eye Zechariah 2:8


You are unique Psalm 139:13


You are forgiven Psalm 103:12


You are part of the family Ephesians 1:6


Go ahead and cry! My prayers are with you! Don't just forget to do this for me: restart your life by asking Jesus Christ to be your personal Lord and Savior.


Go to church or go back to church 


If you need additional help please shout out and make an appointment with us or your pastor or counselor. You may also need deliverance please shout out! Usazviuraye! Zveze zvinogadziriswa naJesu, mwana waMwari. 


Forgive


SHARE with everyone you think needs this. 


PANE PAWABATSIRIKANA HERE? 


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.


Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.


Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp