Zvinoshungurudza Varume Mudzimba...

Vazhinji havataure asi kamuitiro kandiri kutaura nhasi kanenge katova national.anthem kumadzmai asi tisirikuona kuti kanodzima moto mumba.

Ndakashanyira imwe imba rimwe zuva ndokubva rabikwa sadza nenyama (beef) sadza rakapakurwa imba iyi yaive namai.nababa nevana 4, (18 yrs, 15 yrs, 10 yrs ne5yrs). Maplates aiswa patable ndakatanga kutarisa kut plate yababa ndeipi apa ndaitarisa kut inesadza nenyama yakawanda ndeipi ese maplates anga ane sadza rakafanana nemapiece 2 enyama in each plate.
Zvinoshungurudza Varume Mudzimba...
Zvinoshungurudza Varume Mudzimba...

Baba vemba vaigeza saka vana vakauya vakatora maplates avo ini ndokupiwa yangu bvakwasara 1 plate patable isina kuvharwa. Baba vabva kogeza vakasvka vachngotorawo plate isina kukwidibirwa iyoyo ndokutanga kudya ini hezvo inga... I asked myself a lot of questions.

1, What distinguishes a father and children mumba?

2, Can a father eat same amount of food nemwana wavo ane5 years hre?

3, Ko kana plate yababa isingavharwe who should we give respect mumba?

4, Are we getting enough education yemba tisat taroorwa?

Vanin'ina regai ndikuudzei, zvmwe zvnhu.tinodzinga varume vedu tega mumba one day ndaitaura nevarume as to why vachiita masmall house. Main reason yandakawana yaive yekunyimwa bonde ichiteerwa nekabatirwo (respect) kusmall house havasi baba ndidaddy, Daddy vakatenga nyama half yese vanopakurirwa muplate mavo votozoti vega tapudza.

Dear ko vana vanokwana here vanopakurirwa mubasin or best dinner plate sadza rokwidibirwa voita kupihwa nabae imajine uriwe murume in that scenario unoitasei? Varume vanongoda respect, accord them their due respect haitengeswe.

Tichikura isu anamai vedu vaiti kana ndikabika sadza asi ivo vaipakura rababa then isu tozopakura zvedu redu, Sesu taigara kumusha baba vachishanda kuharare vaiti pavanouya kuoff vaibairwa huku yogobikwa nehunyanzvi ipapo moms ndopavairatidza hunyanzi hwekubata spoon amai kana ipapo wega usati wadya wakachitarira chikafu waitoona wega kuti pabikwa namazvikokota.

Tichipedza kudya moms vaiisa tea pamoto paitove nekateapot kamudhara, Mudhara vaizoti vadira yavo tea voti isiraiwo vana. Vazvino munozvigona hre? Vangani venyu vanoziva kuti daddy vanoda mateaspoon mangan eshuga mucup? Kana uripo wakakomborerwa.

Taiti nyama kana yapera paibuda chimukuyu chaigocherwa baba chete Mazuvano zvinonz nyama ndeyevana baba mavegetables, Thats why dzimba dzedu nedzevana vedu dzine mutsemu, We are failing to tame the lion.

Vangani vedu vanoti kana murume arwara tinotora plate yesadza togadzika daddy pagumbo tichivanyengetedza kudya? Kana uripo unodaro wakakomborerwa. Kuzoti kana vakuzviitira vangani vanogona kuvagezesa? Kana uripo mwari akuropafadze.

Madzmai anhasi tirikuisa vana pa#1 kudarika akakuzvarisa vana vacho, Dzidziso iyi kune vachaiseka asi ukaigona uchachengetedza imba yako, Mudzimai wanhasi gona kuremekedzai vakakubvisirai pfuma ndivo.vakaita kuti unzi Mai Nhingi

Ukarambwa uchaona kuti kumusha kwawazvarwa unoshedzwa uchinzi Mazvita mubvana wekwaGweru, Asi kana une murume unonzi Mai Nhingi.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

Post a Comment

0 Comments

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp