Usatize Machallenges!

Machallenges haatizwe muhupenyu nekuti ndomukana wekuti simba raMwari riratidzwe. Ehe pane zvauri kusangana nazvo muhupenyu zvakaoma.

Zvino ndiri kuti mangwanani ano nemuzita raJesu Kristu usatize nekuti kuseri kwemuchinjikwa uyo unomirira kurwadziwa nekushungurudzwa kune crown. Pfugama unamate, utsvage chiso chaJesu Kristu. 

Usatize Machallenges!
Usatize Machallenges!

Jesu Kristu apo aive atakura muchinjikwa wake even aroverwa pamuchinjikwa, shamwari dzake dzepedyo kusanganisira hama dzake vakamutiza. Vamwe vacho aive ava feeder nechingwa nehove, vamwe vaive mheta makumbo akava fambisa, vamwe vaive mapofu vakaona, vamwe vaive nemademon not just one but seven akabviswa asi vese iva kunze kwemumwe chete vakatiza.

They all missed the transformational and glorious moment except her. Now chinzwa zvinotaurwa pano, near the cross of Jesus stood his mother, his mother's sister, Mary the wife of Cleopas, and Mary Magdalene(John 19vs25). Ipapa pana Mary Magdalene naJesu Kristu ndopane nyaya. Mazuva ano taitavamwe vanhu vanoda kukeeper appearance chete asi vakatakura zvino vanetsa, havadi kubuda pachena kuti vadzikinurwe.

Mary Magdalene aive nemademon seven, zvoreva kuti paive nemachallenges akawanda apa. Asi chinondifadza ndechekuti akaenda kuna Jesu Kristu akasangana nebreakthrough nedeliverance yake. And thereafter haana kuzosiyana naJesu mukunaka nemukuoma kwazvo sezvazvinonzi, in Galilee these women(Mary Magdalene included) had followed him and cared for his needs(Mark15vs41).

Hama yangu kana uchida kuva muteveri waJesu Kristu akakwana anoziva kuti kuseri kwemuchinjikwa(machallenges) kune crown then usatiza or kusiya muchinjikwa wako, utakure mazuva ese uchitevera Jesu Kristu(Luke 9vs23). Chandinoziva ndechekuti muchinjikwa haushaikwe apo nepapo muhupenyu but its just temporary to demostrate the power of God but the crown is there forever. Kutaura kudai, dai Jesu akatiza muchinjikwa nhasi uno pasina crown neglory.

Muhupenyu hwako munganaye mvura asi ichamira chete, mungatonhere asi muchapisa chete, Friday ingauye asi ziva kuti sunday iri kuuya chete. No bad situation is permanent. Chinzwa manje hama yangu, the rejected became the selected by the Almighty God, lbelieve Mary Magdalene ainge arambwa nekupiwa mazita nekuda kwemademon ake asina chinzwa manje, when Jesus rose early on the first day of the week, he appeared FIRST to Mary Magdalene, out of whom he had driven seven demons(Mark 16vs9). Aaaah what an honour and glorious crowning moment to be the selected one.

Hama yangu dambudziko haritizwe, pfugama unamate and ramba uri pana Jesu ndopane deliverance nebreakthrough yako. Sangana nebreakthrough nedeliverance yako musvondo rino nemuzita raJesu Kristu.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp