Kurambiramo Kukura Kwete Kuramba

Maizviziva here kuti kana mwana akarambira mudumbu hatiti hamuna mwana, tinochinja magiya toita zvimwe kuti abude. Kurambira kwake kunoratidza kukura kwake kwete kushaikwa kwake? VanaPeter vakashaya fish the whole night but zvakatozoita kuti vasangane naJesu ndokuzobata zhinji. Dai vaive vadzibata husiku zvaizovatadzisa kupa attention kunaJesu vakumhanyira kunodzitumbura dzisati dzaora.

Kurambiramo Kukura Kwete Kuramba


Soul kushaikwa kwemadhongi ababa vake ndiko kwakamusanganisa naSamuel akazomuzodza kuva mambo.Dai madhongi asina kumboshaikwa haaizombosangana naSamuel uye haaizozodzwa kuita mambo.


Sarah naRebecca kushaya kwavo pamuviri kwakazoita kuti vazvare marudzi.


What am I trying to say? Kumwe kushaikwa kwezvinhu muupenyu hwako zvinodudza zvinhu zvikuru zvirikuuya.Wakamboona zvinoita kunze kana kuchida kunaya mvura zhinji? Kunonyarara kuti zii.Kana kamhepo haukanzwi,unozotanga kunzwa noise yechimvuramabwe mvura yatosvika.


You have been praying the whole night, week, month, or year and you are not seeing any results and you are about to give up. Let me tell you, what an eye has not seen and what an ear has not heard, is what God has prepared for all who seek him wholeheartedly. Never give space for the devil. The devil destroys every evidence of your success to weaken you. Uchinamatira promotion ndipo paunopomerwa mhosva kubasa. Uchinamatira muchato partner yako youdzwa makuhwa kuti urikudanana neumwe munhu. 


Enough is enough!!!! Kutoramba kwazvo kunoratidza kukura kwazvo. Elijah haana kubva paprayer kusvika kwaita kagore. Jona obviously akatozoti Amen asvipwa nehove. Mira segamba mutendi. Uriwuto raMwari iwe.Simba rako rinoonekwa mukupinda nemumasituations anodonhedza vamwe asi iwe usingadonhi. Rova prayer inopfuta moto. Your life is a no-go area for the devil. Your marriage, your health, your business is anti-demonic.


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp