Ndakaposter MaPix Ndatsamwa Manje Ava Ma1: Ndaibatsireiwo

Pliz hide my identity nyaya yangu yakamira sekudai ndine muface wangu wandaidanana naye so taironga zvinhu zvakanaka tichinzwisisana pkuronga pedu sorimwe zuva ndakanyengwawo neumwe muface anditozivi number dzangu akadziwanepi  so ndkabva ndatorawo masreenshot ndikasendera umwe wangu kuti ndian munhu uyu  nekuti akambondinyenga neimwe number achida kuwona brain dzangu ska ndakabva ndangofunga kuti ndiye azvita so akabva anditi finally you got a buyer nekuti unozvimarketer kufacebook iye hade kuti ndiposter mapics angu kufacebook ska ini ndakabva ndaposter ndatsamwa achibva atondiudza kuti hachandidi nekuti anditeereri apa ini mukomana wangu ndomuda ndoita sei kuti andinzwisisewo apa taitoronga zvekurorana may vedumwe izvezvi ndiri kurwadziwa kna kurara andisi kurara kana kudya kutouyawo pano kudawo help kubva kwamuri i know vamwe vachataura zvavanoda 

Ndakaposter MaPix Ndatsamwa Manje Ava Ma1: Ndaibatsireiwo


😭😭😭😭😭😭😭😭Munhu uya agara achingonditsiura ndichita nharo naye ....ikwon kune vachati musiye munhu ndinomuda nekuti andipa respect veduwe tava negore tichidanana apana kana musi wakarara neni zvake kana kuti ndisenderewo pic wakashama zvinoita vamwe zviya munhu andida veduwe ndoita sei kuti adzoke back I still love him.


Bishop's Response: Hatigone kuti akude zvakare but whether in this or the next relationship always keep at the back of your mind that love is about complementing one another kwete mapitse! We are praying for you though!


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp