1. Distant marriage yaputsa marriage dzakawanda unosara wakudanana nephone munhu arikure zvake unokiswa paphone
![]() |
Distant Marriage: Bhoo Here? Read This |
2. Distant marriage yakonzera chi*ure chiri serious
3. Ukaona waroora kana kuroorwa zvinoratidza kuti iwe haugone kugara wega naMwari futi vakati hazvina kuna kugara wega iwe waroora kana kuroorwa wakutanga kufara wega futi
4. Ndinozviziva kuti vazhinji munoti hatisi tese tinogara kure nakure tino@ura ichokwadi asi mukana wekuhura wakakurisa especially pahuviri hwenyu munogona kusadonha mese asi mumwe anogona kudonha.
5. Kugara kure nakure muchitsvaka mari hakuna kuipa asi munogona kuwana mari marriage ichiparara.
6. Bcz pane nguva inodiwa munhu kwete mari. Mari inenge iripo zvese zvimwe zvese zviripo munozviziva here kuti mumwe munhu anoda kurova everyday kana kurohwa everyday saka munhu akadaro anorarama sei?
7. Vana vanopedzisira vakutora side 1 remubereki bond iyoyo inonetsa kuparadza.
8. Makamboona here kuti mwana akagarisa nemusikana webasa anopedzisira asisina basa nevabereki vake.
9. Kuchengeterwa vana nehama imi murivapenyu zvakangooma so vana vanodawo rudo rwevabereki kwete kuita kunge vakafirwa.
10. Vamwe vacho vanobva varebesa nguva yacho yekushanyirana please munhu ane nyama anosvikawo paanoneta nekushingirira kuzvibata nyama iyi ine ropa vabereki
Let's discuss this together God bless you all
Apostle Elvis Mubvumbi Zimbabwe Marriage Correction organization
President
0773599129
0715816117
0719661093
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
0 Comments