China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Hunhu Uhu Makauwanepi?

 Maswera sei madzimai nhasi ndoda kungoisa chidzidzo about mwana pamba paunogara



China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Hunhu Uhu Makauwanepi?


1. Wakahuwanepi hunhu hwekunoisa mwana wako munext door makuseni kana uchiita bsa?? Chii chinokutadzisa kumuka early in the morning woita basa rako wopedza mwana wako asati amuka?? Ko iye wacho wawasiira mwana ahasi kuda kuita basa here??


2. Kana uinemwana anokambaira dzidza kugara pamba Pako mwana aparadze zvinhu zvako...

Wakahuwanepi hunhu hwekunotandarira mukitchen memunhu uinemwana anokambaira achinogara pamsoro pecontainer rehupfu achirongoronora zvakarongedzwa usingamubati??

Kana wafunga izvozvo Bata mwana wako pamakumbo akachema Buda uende kumba kwako.. 


3.Why uchisiira Vanhu mwana waakunogeza??? Hauzivi here time inorara mwana wako woenda hako kunogeza ipapo???


4. Ko sei uchida kusiira Vanhu mwana wako anonhuwa weti?? Unotadza here kugezesa mwana?? 

First thing in the morning paunongoona kuti mwana asvinura amuka ibva watochinja napy or pumper asati aenda pazamu...

Mwana anogezeswa B4 10 dzekuseni kubvisa weti nemikaka yehusiku


5. Mwana anokambaira ngaave nehembe dzekukambairisa dzinowachwa dzichichena ngaaende mudope ageza kana ukamubata mwana akageza akazara dope haunzwe mukaka neweti 


6. Variko vanopikisa kuti weti yemwana inongonhuwa heee kana usina star stoft imi chinjai mwana pamanzwira kuti atota kwete kumirira kuti weti yenapy itotese munhu abata mwana...


Munhu pamwana wake.




Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp