Ummmm Vanasikana Ngwarai, Ngwarai!



Ndakanzwa mumwe muparidzi achiparidza achiti, "Kana mukomana akunyenga, tarisa kubva kumusoro kusvika kumakumbo. Then woona bhutsu yacho. Ungada mukomana ane bhutsu one nemapata pata. Bvunzawo kwaanoshanda. Wotarisawo salary yake kuti angagona kukuchengeta kana kukuroora here. Unongonzi I love you, I love you, munodya ma I love you here mumba." 

Ummmm Vanasikana Ngwarai, Ngwarai!


Vadikani ichi ichokwadi zvacho asi nerimwe divi idzi ndidzo nhema. Usade mukomana ane jean nyuwani asi aine hunhu hwakabvaruka. Uyu ane jean rakabvaruka mangwana anowana mari akatenga jean nyuwani. Asi ane mari, inogona kupera uye hunhu hwakabvaruka hwuri permanant. Kushaya basa kuri temporary, kupfeka mapata pata kuri temporary, but hunhu hunoda nyasha kuti hupere. Vasikana vazhinji vane problem 1) Yekutarisa face, ma muscles, kudarika hu Mwari. 2) Kuda zvinhu kudarika Munhu. 3) Kuda munhu asingamudi achirambisisa anomuda.

CHINHU CHIKURU NDECHEKUTI ANE MUONO HERE WERAMANGWANA!!!

Usanamate wakateya mukomana. Chinhu chikuru zivai kuti, zvekunze zvinonyengedzera. Zviri nani kudya nemuriwo wenyu, moguta, moseka, morara. Than kuita mazi fridge azere nyama imwe ichitodonha asi mumba musina rugare. Unoonda mwachewe. Food haisi iyo inosimbisa, asi Peace of mind. Life is full of gifts. Madii masimuka mese uve Proverbs 31 vrs 10 - 31 type of a woman. Kana wandinzwawo commenter nepawanzwa, dhimoni rekusada marriage yakanaka risvotwe. hatisikuti pfuma yakashat kwete, ndiyo yakatonaka asi judge a person by vision not by possessions.


Musi wesvondo tese kuchurch!




Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.




avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp