Handingaendi Ndoga

 


HANDINGAENDI NDOGA MWARI VASIPO

Handingaendi Ndoga


Hatingakundi kana Jefta asipo. Hatingakundi kana David asipo. Nhai ndiyani anzwa shoko ra Jehovha kuti tinganokunda Ramoti giriati here.? Dotidaidziraiwo Samere atiudze inzwi ra Jehovha. Jairus anoti, Jesu, handikusiiyi, handei kumba kwangu, kwaita urwere. Bharami oti Deborah handei, tindorwa na Sisera. Ko ivo Mwari pachavo vanoti, Pamunoyambuka Joridani, Areka ya Jehovha mberi imi motevera.


Hatingaendi toga kana Jesu vasipo. Usaende kubasa usina Jesu. Usarara usina Jesu, Usakwire bhazi usina Jesu. Ndiri kuti, ukatanga wanano Mwari vasipo, uchazodemba asina kuroorwa ari nani. 


Uchivaka imba, kana zvidhinha zvopera wochemera Mwari. Hauroorwi nekuti wakanaka pa chiso, asi iwe unonzi wakashata, chingofamba na Mwari. Wanano ya Jehovha kana yonetsa unoudza muridzi wayo. 


Kana Mwana arwara rega kusungira mishonga yenhova Mwari varipo. Akatukwa unovimba nezvimwe zvinhu. Tava kuda baba na mai vanopesana mumba vachifamba famba vachipesana pesana pesana vachiraira chirwere chichibva pa Mwana wavo. Taneta nevane uzivi, kana zvakona von'yadwairwa nekushwitaira vakananga kuna Mwari. Mwari pekutanga in everything. Nyora kuti 'Handingaendi ndoga' kana wandinzwa Mwana wa Mwari.


Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp