Chimodho Che-Marriage

Makamboona here kuti kana wheat iri mumunda inokohwiwa yonogaiwa yoita upfu hunogadziriswa chingwa hwasanganiswa ne yeast kuti chinyatsofuta. Asi kana wheat yanaiwa kumunda, munoikohwa zvenyu, monoigaisa, yoita upfu. 

Chimodho Che-Marriage


Pamunozoda kugadzira Chingwa munoona kuti Chingwa chiya hachifuti. Chinoita chimodho. Chii chaitika, ZVAIFANIRA KUITIKA MU OVEN, ZVAKANGA ZVATOITIKA KARE KUMUNDA.


Marriage haichafuti iyi varume. Munomhanyirireiko zvinhu zvine nguva yazvo. Kurara naye hakuiti kuti akude zvikuru or akuroore. Idzo shungu dzamuri kupedza idzi askana ndidzo dzaizoita kuti amhanye mhanye kutsvaka mari yekuroora. Iro keke remuravidzo rakambotengwa kupi. Nderekuravira, munhu otenga rimwe. Hausi wekuravirwa iwewe. 


Anoda vise ngaarege kutanga acheka kuti anzwe matapiriro, ko kana rikasamunakira obva arisiya.? Aiwa gugudza unzwe. Wozonochekera kumba kwako. Ndizvo zvinoita ma Kirisitu. Amoni akati arara na sisi vake akavavenga kwazvo. Ufeve hwakashataaaaa. 


Kune vaya vakaita mistake, ther is stil time fo u to make it right. Usangonyepere mukomana wako zvausiri chete. Hapana chinouraya love relationship senhema. Mukadzi ane nhema akashata shata shata sekunze kwe musha. Nhema i tip of an iceburg. Iceburg rinogona kukura 3 km riri pasi pemvura risingaoneki. Rozoita ka tip kakabuda pamusoro pemvura nechepakati paro. Ukakaona unogona kukadherera asi kakatakura zvikuru. 


Zvino zvaanenge aona zvawakamunyepera, ko zi 3km riri pasi pemvura raasingaoni.? Chero pasisina zviripo achaziva sei.? Hatidi chimodho type of marriage. Usanaise Wheat ne mvura iyo isati yakohwihwa.


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp