18+ Sekuru NaTete Mubedroom


1) Mukadzi usanyare kuudza munhu wako style yaunofarira or kutaura any new style yaurikuda panguva yebonde.

18+ Sekuru NaTete Mubedroom


2). Mukadzi director munhu wako pekubata panoita kuti unzwe hobho mafeelings pachiwedzera sugar zvekare.


3). Usanyare kuudza mumwe wako kuti apa zvaukundiita zvirikundirwadza coz hausi pacommunity service.


3). Hakuna style inoñzi ndeyem***re mubedroom itai ese mastyle munakirane 🥰


4). Mubedroom hamusi muCourt mekutongesana manzwaka... siyai tsika yenyu yekutongesana mubedroom munoshaisana mafeeling mhani.... munhu anofanira kuti kana ave manheru mukangopinda mumagumbeze zvinhu zvotoziva kuti zvaita.


5). Ukabatwa panonaka nzwikwa nekudavirawo kaa kuti yes ipapo kwete kungoti zii kunge mudzimu wabudira pambeveve 😳.


Communication mubedroom imimi ndiyo yakanyanya kukosha inoita pfungwa dzenyu dzive pamwechete...




Musi wesvondo tese kuchurch!




Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp