Tarisa Hore Yemvura Zhinji YaMwari Yaapauri!

Tarisa Hore Yemvura Zhinji YaMwari Yaapauri!





Unoziva ukatora horsepipe nguva yechirimo kana muchando ukadiridza Pachuru haumbofa wakaona Ishwa kana majuru achibuda but ngaingoturuka mvura yaMwari yemuzhizha even dzimwe type dzesora dzamusina kumboona muwinter dzinotanga kumera uncontrollable?

Tarisa Hore Yemvura Zhinji YaMwari Yaapauri!


Chero using irrigation muruni,nyevhe nehohwa hazvimere muchando. 

A small lesson there, Bhuku yeMuparidzi yoti chimwe nechimwe chinenguva yacho. U can wrestle with life kushanda kubvaruka kusara waita kunge mombe yakamedza plastic looking for success but kana season yako isati yasvika haumere.  

Chero tikuise papivot irrigation yeminamato nekutsanya kana zhizha remvura yaMwari risati ranaya haupasunde.

Unozviisira yako wega horsepipe yemaplan but kana nyasha dzisati dzatinhira success haimere, nyevhe yeprogress of your life inoda mvura yeDenga, ishwa dzebreakthrough yako Pachuru chakaoma inoda rain from heavens kwete yemubucket remaideas ako.

Kana zhizha remvura yaMwari risati ranaya Hakuna makurwe eprosperity yako ziva Kuti uchirimuwinter.


Simudza meso ako tarira hore iyo yode kuturuka. Munyevhe wekukunda kwako wakuzomera, kana mvura yeDenga yonaya inonaya zvinefairness and average distribution.

Yako marriage haidi zvemabuckets nehorsepipe ,inoda hore inobva kunaiye arikuseri kwezuva.


But ka first things first. Tendeukai tendeukai Kuti painonaya iyi iwane minda inomera zvibereko zvengoni.

Zarurai moyo yenyu iye Kritsu Mwanakomana apinde atonge.


May God protect u all in Jesus' name


Amen


Musi wesvondo tese kuchurch!


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.


avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp