Hazvizi Zvekufitwa...

Hazvizi Zvekufitwa...




1 Samuel 17 madzikoma achiona David achida kurwa naGoliath vakati kanemanyemwe, apa ndopandakadzokera kumashure kweNyaya iyi panotumwa muPorofita Samuel kunogadzika mambo kwaJesse.

Hazvizi Zvekufitwa...


Samuel naJesse vakatanga kutsvaga munhu akafitwa nehumambo, but Mwari ainge achiziva hake kuti zvehumambo hazvisi zvevakafitwa, uriikoko kumakwai kuneminzwa nemasoso ndiwemambo iwe.


Rega kuvhundutsirwa nevanechikoro, body or mari zvakakunda zvako, Gore rino kuchanyengwa vatema nevanemahobi vatsvuku vachirambwa, vanevabereki ndovachafamba vachikumbira mari, asi nherera ichikwenya Navara ne Benz, makambani achavhurwa nevasina kufunda, vakafunda vachitamba wastak.


Iva David wenguva ino, vakafitwa nekurova Goliath varipo, vachashamisika Goliath awira pasi. Ini handina kufitwa nekuparidza asika hona vacho vanozviti tinoziva Bible ndomafundisi anetsa nechihure muChurch.


Sis nemateya iyayo ndaona muchitamba masteps pamuchato wenyu, blaz dont worry nekufoira kwamakaita, ndaona muri muPaliament maanezidumbu remari.


HAZVISI ZVEVAKAFITWA VEDUWE, NDEZVEDU ISU VEMHANGAMHANGA ASIVAKAWANIRWA NYASHA!


Musi wesvondo tese kuchurch!




Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.


avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp