Zvangu Zvanyanya!


Luke 1 vs 7


Iye asingabereki but murume wake Zechariah aive mu Prista mukuru. Denga richitoziva kuti mumwe wevashandi vebasa ra Mwari wechokwadi mumunda ma Mwari haana mwana kwava ku ignowa kusvika vachembera. Pamwe Zekaria akatanga achatsanya kusvika arega nekuti hapana aive aine problem pakati pavo. Ndati hakuna chaida kunorapwa kuna Elizabeth kuti John azvarwe. Ipapo Church yose vanenge voti heee ashaya mwana pamwe aimbobvisa nhumbu, hee akatukwa na Jehovha. Ipapo ngapabatsirike vaye vane zvavasina vanzwa nekusekwa zvichinzi vakavengwa na Mwari. Kune vatsvene kutipfuura kunyange vasina zvavainazvo mhani iwe!?

Zvangu Zvanyanya!


Jobo akambovawo murombo, akamborwarawo zvirwere zvisina kumborwarwa neutsvene hwake. Tiriko vamwe takaseka the best of heaven nekuti havana zvatiinazvo.

Nhaiwe Gabriel waakuuya kuzondiudza kuti kukumbira kwangu kwanzikwa ndiine makore 87. Ndoda kuziva kuti pandainamata makore ese aya maivepi!? Makagara henyu kudenga ini ndichiyuwira nekusekwa nekutsanya pano.? Ndirini pamwe ndaidaro asi Zekaria haadaro. 


CHERO ZVAKO ZVANYANYA NHAI MUFUNDISI ZEKARIA MUSAUDZA MWARI SCIENCE KUTI ZVINGAITIKA SEI.? ASI MAKAENDA KUCHIKORO CHEHUFUNDISI MUSINA KUDANWA KANHI? MAZUVANO NEVAKAZVIDANA VAVA KUNGOENDAWOKA. TYPE YEVHANGERI NEMABASA AKE NDIZVO ZVINOZOKUUDZA KUTI RAKAPEPETA RIKASIYA TSENGWA. C.V VARUME BURITSIRAI VANHU KWETE JEHOVHA, FOR JEHOVAH DOESN'T CALL TH QUALIFIED, HE QUALIFIES THE CALLED. HALLELUAH.


Musi wesvondo tese kuchurch!




Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.


avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp