Must Read: Huchenjeri Hwepa Festive Season

 Makadii hama dzangu festive season yasvika iyi tibatsiranewo




1. Kana wapinda muHarare fambira chimwe zvekuwana basa hazviko tenga udzokere kumba.

2. Kana waita mari tenga Phone kumunhu waunoziva kwete munhu wawangoona mutown.

Must Read: Huchenjeri HwepaFestive Season


3. KuBeitbridge hakuitwe zvemaCar rentals if you were not already in it, nevanhu vaunoziva unonyura.

4. KuVIC Falls variko vanotogona basa raunowana ikoko usabhadhariswe mari unonyura.

5. Kana wapinda mutwn haikona kuda zvemahara mari hainhongwe ndiwe unoita loss.

6. Munhu asingagone Shona haanei newe iwe ita zvawafambira Diamond risiri rako harisi rako usada madealz.

7. Kana uchitengesa zvinhu usawadza kufarira madeliveries evanhu vanoda zvakawanda vaya unochema chete.

8. ZvemaRunner eChina ,Dubai, Zambia neSA usazvibatira padenga unonyura. Deal with people you know.


Izvezvi ndataura asi hapashaikwe anoridzwa chete ndozviziva.


Musi wesvondo tese kuchurch!




Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.


avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp