Mazuva Mashomanana Asara Kuti Gore Ripere Iwaya!

PAMAZUVA MASHOMA ASARA




Kune vanofarira bhora chandinoziva ndechekuti kana wanga usiri kwaranga richitambwa uye wapotsa kuriona patv paranga richionekwa nevamwe, kana wasvika kumba haubvunze kuti paita macorner kick mangani, haubvunze kuti mared card mangani, haubvunze kuti bhora ratanga sei but pane one question yaunobvunza ndeyekuti BHORA RAPERA SEYI? 

Mazuva Mashomanan Asara Kuti Gore Ripere Iwaya!


Chakakosha hakusi kutanga kwaraita or kudonha kwanga kuchiita vanhu muground, but kuti razopera seyi..... Gore rino ra2022 wakadonha kakawanda, wakapihwa mared card mumarelationship, nekubasa but izvozvo hazvina basa, chakakosha ndecheku pamazuva mashoma asara aye gore rinopera uripapi..... Satani ane zvaakazama kubva gore richitanga kusvika nhasi but let me assure you rino gore ririkuzopera uri at a higher level, pane zvakanaka zvaunoitirwa naMwari pamazuva mashoma asara aya.

Munamato wangu ndewekuti musi wa 31 December unomirawo uchiti, gore rakatanga zvakaipa, gore harina kumbondinakidza but RAVAKUPERA Jehova varangarira hupenyu hwangu.. Mwari ngavakurangarire iwo mwedzi uno in Jesus name. 


Nditenderii ndikushuvirei kupera kwegore kwakanaka. Itirwai zvakanaka.


Musi wesvondo tese kuchurch!




Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.


avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp