Help Me: Hatiite Bonde Hanzi Ndakatsanya

Apostle makadii nebasa raMwari. Ini hangu ndaikumbira kuti mumbotibatsirawo panhau dzebonde. Pakuti mukadzi anonamata murume haanamate or vose maKristu paita kuti mukadzi ati ane mafasting saka pobva panzi hatiite bonde  kusvika ndapedza mafasting angu.


Help Me: Hatiite Bonde Hanzi Ndakatsanya


Ndizvo here kuti kana vanhu vari pamafasting vakaita bonde Mwari haachatonzwi minamato yacho. Dambudziko rakadayi ringagadziriswa seyi nokuti mumwe anoda bonde everyday or nguva zhinji kuti azorishaya nokuti mumwe ari pakutsanya manji .Ko kiss hayo inorambidzwa futi here.


Tozouya panhau dzemafoni akati kuuya aya nematv inguva ipi mukadzi yaangaguma kupinda pafacebook or kuona tv if murume aripo baba imbopinzayi china chakati simbeyi .Tisati taenda kudenga marriage ngaitapire .Zita vigayi henyu .


Vedare munotii?


Bishop's Response: The first issue is clearly exposed in the Bible. 1 Corinthians 7: 4-6

"Mukadzi haana simba pamusoro pemuviri wake, asi murume; uye saizvozvowo murume haana simba pamusoro pemuviri wake, asi mukadzi. Musanyimana, kunze kwekutenderana kwechinguva, kuti muzvipe kukutsanya nekunyengetera, mugosanganazve, kuti Satani arege kukuidzai pakusagona kwenyu kuzvidzora. Asi ndinotaura izvi nemvumo, kwete nemurairo."


Nyaya iripakuti zvose zviitwe nekutenderana! Hapana anofanira kungoramba musina kuwirirana... Uye it should be for a short time lest Satan tempts you. Sex between married people is not evil or unholy. We just wait to focus on prayer BUT by agreement. Pamunogonawo vapei nguva yekunamata, ivowo ngavasamanikidzire if you can't or abstain for too long! Imiwo CHINAMATAI! 


Number 2, zvinhu zvose zvinoda kuitwa nemwero uye nenguva yazvo. A couple, even a busy one must have at least 1hr 15 minutes of undisturbed time of fellowship in a day. Ngatiwiriranei kuti zvemafoni neT. V tinozviita nguvai kusvika nguvai! Otherwise zvinobatsira kuputsa waniso! 


Musi wesvondo tese kuchurch!




Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.


avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp