Hakuna Chombo-Ka!

Hakuna Chombo-Ka!





Kana wavimbisana nemusikana kuti unoda kumuroora, unoisa ring pachigunwe chake kuti ive yeuchidzo yechimbiso pakati penyu... saka unenge wamupatsanura kubva kune dzimwe mhandara dzese uchiti uyu ndewangu uyu... unenge wamuita set apart for the day remuchato kunzi azonzi wako zvamuchose.. asi before muchato uyu ziso rako rinenge riri pamhandara yako iyi nokuti haudi chinoivhiringidza... uye, RING YAANOPFEKA IYI INOKOSHA NOKUTI NDIYO SYMBOL INORATIDZA KUTI NDEWAKO!!

Black Panther: Wakanda Forever


Do you know kuti kubva zuva raunoti "ndagamuchira Jesu semuponesi wangu" ndozuva raunoitwa set apart nedenga... unopfekedzwa ring inonzi "NO WEAPON FASHIONED AGAINST YOU SHALL PROSPER" - Isaiah 54:17.... denga rinokupfekedza a new ring ye"RUDO nezvimwe zvibereko zvemweya" zvoreva kuti denga rinenge rave kutoti uyu ndewangu uyu, akangomirira musi wemuchato negwayana... now, kana denga rikakuita set apart, iro denga ndiro rinenge rakakutarisa manje... Zvoreva kuti chada kuvhiringa hupenyu hwako denga rinopindira.,, why? Because wakaitwa set apart nedenga, wakatenda kudanana naJesu, wamirira zuva remuchato... 


Inzwa, for as long wakatenda kuna Jesu - YOU WERE SET APART... denga rinotoshaya hope nenyaya yako, ngirozi dzinoshanda 24/7 because of you, to make sure kuti wakachengetedzeka... saka usavhunduke, kutya kana kudedera - denga rinewe... "“Fear not, for I have redeemed you; I have called you by name, you are mine." - Isaiah 43:1


Musi wesvondo tese kuchurch!




Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp