God Of Miracles...Gashira Munana!

 HE IS THE GOD OF MIRACLES




The same yesterday,today and forever. IYE uya wokubudisa mvura padombo, akanwisa vanhu waini yakabikwa 2 seconds,akawachisa Pharaoh nehondo yake, denga rikabika chingwa ne2 seconds, ndiyeye nanhasi.

God Of Miracles...Gashira Munana!


Ndirikuti Mwari uyu, Mwari uyu, Mwari uyu, arikuzokupa basa rako in two days, mimba yainetsa amai nyatsogezai nekuti manheru anhasi nhumbu irikutozobata, AIDS yako irikutopora as you are reading this, loan yako will be aproved by monday, haa sisi murikutinyengerwa musati masvika kumba.

Mwari weminana, tsano muchato murikuzoupihwa maroora ne$300, vanemari dzako varikukudzosera, nhasi havarari nekuda kwechikwereti chako. Aika aika, Umwe munhu today uchatadza kurara uchichema nemaropafadzo. MWARI VAITENGA NYAYA YAKO.


TINOTAURA SETINOTAMBASO ASI MIRA UWONE ZVIRIKUITWA NAMWARI IZVOZVI. Usashaye kutenda, tenda uponeswe! Handina kuti ndozvigona , ndati MWARI ANOITA!


Musi wesvondo tese kuchurch!




Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.


avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp