Chiso Versus Ruoko!



CHISO VERSUS RUOKO...













Ndiri kuda kuti unyatsoverenga verse iri pana 2 Chronicles 7:14 "Kana vanhu vangu vanodaidzwa nezita rangu, vakazvininipisa, vakanyengetera VAKATSVAGA CHISO CHANGU...".. pataurwa zvinhu zvakawanda apa asi ndiri kuda kuti ubate yeCHISO IYO...


Chiso Versus Ruoko!

Kana ndanzwisisa zvakanaka, pataverenga apa pari kunzi ipo "VAKATSVAGA CHISO CHANGU"... kureva kuti isu basa redu ndere kutsvaga chiso chaMwari kutanga iye wopodza masituations edu... ndaedza kuti nditarise pakanzi tsvagai ruoko kutanga handina kunge ndapaona... zvoreva kuti Mwari vari kuda kuti titsvage "CHISO" chavo first before zvimwe zvakawanda wanda...




Dambudziko rataita mwaka uno maKristu ndere kuti takuda kutanga kutsvaga pane ruoko rwaMwari first, kuda kutanga tatora pasuru dzina Mwari tisina kana kumbotanga tatsvaga "CHISO" chake... tafanana nemwana anomhanya kungonotora grocery kuna baba vake womhanya naro mumba asi asina kutombovakwazisa hake... KUDA ZVINHU KUPFUURA MWARI WACHO... "seek ye the Kingdom of God and everything shall be added" - Matthew 6:33... NGATITSVAGEI CHISO CHAMWARI MUDZISVONDO UMU... nokuti mazuvano yangova "I RECEIVE" asi iye Mwari wacho kutsvaga chiso chake hapana... kungomhanyira kuruoko chete... SHANDUKA
 

"He made known His ways to Moses, His deeds to the people of Israel.WANA WEKUTENDA..." Psalm 103:7


Musi wesvondo tese kuchurch!




Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp