Mai E Chibwe: Ndingaudze Sei Murume Kuti More Time?

Mai E Chibwe: Ndingaudze Sei Murume Kuti More Time?








Ndingaudza sei murume kuti zvinondifadza kumboita nguva tichitamba before taita bonde? Anoti panguva yokurara akangoti twii otondivhura makumbo. Ndiatsireiwo.


Mai E Chibwe: Ndingaudze Sei Murume Kuti More Time?
Munhu wese hakuna anongomuka umwe musi achitoziva kuti zvoitwa sei. Tinotodzidzawo kuva kune zvinotaugwa neshamwari, zvatinoverenga mumabhuku, kana zvatinoonawo pamafirimu. Kana muri mumba nomurume, hazviiti kuti anongoziva zvinokufadza kana kuti iwe unongoerekana waziva zvinomufadza pasina amuudza. Iwe ndiwe unotofanira kumuudza zvinokufadza kuti azive. Iwe futi kurudzira murume kukuudza zvaanoda kuti ugozviita.

Dzidza kutaura nomurume wako wakasununguka panyaya idzi asi tanga nokuhwisisa kuti kuva mukadzi wemunhu zvoreva kuti wava munhu mukuru saka unofanira kukwanisa kutaura nyaya dzechikuru. Asi pakutaura usashoropodza murume, kurudzira.




Glory to God




Musi wesvondo tese kuchurch!




Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp