Unmarried Ladies Vachada Kuzoroorwa

UNMARRIED LADIES VACHADA KUZOROORWA.





Avoid varume ava.


1. Murume anoti muchangotanga kudanana akuku tengera tengera zvinhu. Zvinoita sezvakanaka but watch out. Iyi inonzi LOVE BOMBING. Inoshandiswa nevanhu vari manipulative. Vanokukwezva nekunge ari generous but kusiri. Read more about LOVE BOMBING.


2. Murume wekuti hauzive kuti anoita nezvei. Kwaanoshanda haukuzive zvinongonzi ndinoita madhiri babe.  Think again before waroorana nemunhu akadai.

Unmarried Ladies Vachada Kuzoroorwa


3. Murume anorembedza mabhurugwa.. Dressing ine mukana wakakurisa wekutaura kurongeka kwemunhu pazvinhu zvake. Kunyangwe ikave hembe yemubhero. Kamuchenero akaku ainwa kayo kanokuudza kuti uyu akarongeka uyu.

Munhu asingazive position yebhurugwa angazozive position yake pamusha? I doubt.


4. Murume asina kurumuka kuna mai vake(mama's boy). Uyu kuroorwa naye unenge wakaroorwa namai vake. Zvataurwa namai vake ndizvo zvine musoro.


5. Murume ane vana vanodarika 2 nevakadzi vakasiyana. My dear rohwa nehama kuti next ndiyani pakadai. If it didn't work nevanhu 3 zvingazoitire paure.?


6. Murume wekuti kungotsikwa or pangoitwa mistake mubhazi or papi otoda zvibhakera. Ziva kuti ndiyo nzira yake iyoyo yeku solver ma misunderstandings iyoyo.


7.Murume wekuti ukamubvunza kuti.. What are your future plans. Oti only God knows. My dear, you are not going to be married to God but to this man who doesn't even know what is his assignment in life. Iwewe you are a helper, uno helper sei munhu asina zvainazvo. Ndiyo type yekuti ukada kumupa plan nekuti haana unotanga kunzi wakuda kundiendera mberi. As a leader murume must be a visionary.


8. Murume anoti mukadzi haafane kushanda nekuti anozohura. Type yemafungire emurume akadai ndeevarume vane low self confidence and vane tendency yekuve abusive. Murume asingakupe freedom yekuti uve financially active anokuita chidhori. Munhu asina mari haana kana power and ari easy to control. Submission haisi bondage.


9. Murume asina chaitira mwana wako. Even kumbobvunzawo chaiko arisei haite.


Musi wesvondo tese kuchurch!


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.


avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp