Unacho Here? Kurunga Shuga Iyo!

Unacho Here? Kurunga Shuga Iyo!




Ukaisa tea muSugar and woregedza kukurunga, tea yacho inogona kuTaster seisina sugar. Because you didn’t stir it, hauna kukurunga. Pauro anonyora kuna 2 Timothy 1:6 achiti STIR up the gift of God, which is in you by the laying of hands.

Unacho Here? Kurunga Shuga Iyo!


Munhu unogona kupihwa gift naMwari but nekuda kwekuti hauishandise, unogona kufunga kuti hauna chipo chacho. Unogona kupihwa gift yeHealing but nekuda kwekuti iwe pachezvako hapana vanorwara vaunonamatira, you end up wakufunga kuti hauna chipo chacho.


Tea ikasakurungwa unogona kufunga kuti haina sugar. Munhu anechipo akasachikurunga anoita kunge asina!


Unacho chipo chawakapihwa but nekuda kwekuti you are not stiring it up, you are not using it, unogona kufunga kuti hauna chipo chacho. But kurunga tea iyoyo, stir up chipo chacho, tanga kuExerciser faith yako nekunamatira vanhu, zvichida unacho chipo chacho. Rega kutya kuti ko ndikanamatira munhu porega kuva nemaResults chii chinozoitika. GOD did not give us a spirit of fear but of power, and of love, and a sound mind, rinotaura wani Bible. Namata, tsanya, dzidzawo kune vanachowo, tsvaga Mwari!


Begin to exercise your gift, KURUNGA! KODZONGA MWANA!


Musi wesvondo tese kuchurch!


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.


avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp