Tsoro YaSatani: Resources To Sin

Almost everyone’s first beer or cigarette was not bought with his own money. Ita research yako uone, mudzanga wekutanga, sip yekutanga yehwahwa was not financed by the drinker. Pane akatozvibhadara. Umwe murume arikushungurudzika nevakadzi akazvitanga abhadharirwa nehama yake kutora musikana wekumaAvenues, nhasi aakubhadhara ega. Chenjera kupesvedzerwa kutadzira Mwari! 

Tsoro YaSatani: Resources To Sin


Ahhh usaite kutamba naSatan iwe, he can finace huipi and when you are addicted ndipo paanokuisiya wega kuti uzvitengere wega. Chivi chese most of the time, kwekutanga Satan will make the resources available and once you are used to the systems he will leave you because wakuziva maitirwo azvo. Satan haakupire nguva nema resources nekuti anokuda asi nekuti anoda kukuparadza! Izvezvi waatova shasha-ka pakutadzira Mwari nemaresources ako wega and even evangelizing others and convincing others to also sin...maresources ako achiri ekunakatisa Mwari here or ekupinza iwe nevamwe muchivi?


Be on the lookout urege kupihwa mari or maresouces ekutadzira Mwari.


Musi wesvondo tese kuchurch!


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.




avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp