Mwanasikana, Inzwa!

Munhukadzi ziva izvi: Shamwari dze boyfriend yaunorara nayo dzinotoziva zviri mupa**t mako. Ndosaka kazhinji dzimwe shamwari dzema boyfriend enyu dzichizouya kuku nyenga nerweseri. 


Kungokumura zvenyu mabhurugwa askana muchiti kukumurira munhu 1 but aiwa nevasina kuona wakashama vanenge vakukuziva. Ndosaka maboyfriends achinyanya kuda kutora mapicture nema videos. Kuda kunoratidza mashamwari kuti hona. Haisi nyaya yekudiwa maningi, inyaya yekunoshamisira kushamwari. Munozviziva here kuti pamwe pacho munhu achirara newe anotokoka shamwari kuti mozotarisa muone zvandinenge ndichiita...Moyo wangu unorwadzirirwa mwanasikana hangu!

Mwanasikana, Inzwa!


But hakuna murume anotaura about zvemukati memukadzi wake wemumba neshamwari chero vawirirane sei. Ndati hakuna chero asina rudo newe. Unless patoita dambudziko not kuti kune murume anotandara achitaura zvebonde rake nemukadzi wake kumashamwari.


Sarudzai kukumura maroorwa asikana. Nyangwe uri single mother usakumure brugwa. Ukatoona relationship yakuda kusimbiswa nesex ziva kuti hakuna kwamuri kuenda kazhinji kacho!


Ingomirira kuna Mwari anogona kukugadzirisira hupenyu nemarriage isina kukuchidzirwa nemanudes.


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp