Must Read: Chidzidzo KumaSingles

Must Read: Chidzidzo KumaSingles




Imimi munozviziva kuti pano hatishore single parents but we support them all, just as we support the marrieds. Kuva Single mother hazvirevi kuti unozvitarisira pasi kana kuzvipa mazita , vamwe ndivo vanoti ndave mvana saka achandida ndiyani. Hazvirevi kuti kuve Single mother wave chiseko chenyika kana kuti unongoita madiro nemuviri wako. Ukazvi koshesa iwe pachako uchaona nyika ichaku koshesawo. Muchidzidzo chino ndichatarisa mamwe matambudziko anosanganikwa nema single mothers uye kuti vanga mangunda sei. Your greatest weapon is Prayer!!!


1. Kukurirwa nezvinorema.

Semunhu wenyama unogona kunzwa kuda kuchema nekuremerwa nehupenyu. Asi secret yako yekutanga ipa moyo wako wese kuna Mwari. Trust God with ALL that you are and have.

namata uchirangarira verse iyi: “But those who trust in the Lord for help will find their strength renewed. They will rise on wings like eagles; they will run and not get weary; they will walk and not grow weak.”Isaiah 40:31

Must Read: Chidzidzo KumaSingles


2. Kunzwa kuneta nehupenyu:

hongu hazvisi nyore , vana vachada ma school fees , vana vacharwara vachada kurapiswa , vana vachada zvekupfeka. Iwe mari hapana kana kwekukwereta. Kwanetsa. Jesus haasi murevi we nhema. Pakuremerwa pfugama uchirangarira verse iyi: “Come to me, all of you who are tired from carrying heavy loads, and I will give you rest.” Matthew 11:28 , ucharerukirwa nehupenyu.


3. Kunzwa kusuwa kana kunzwa kuda anovaraidza.

Semunhu ari ega pane nguva yaunosuwa kuve neumwe. Anoziva zviri mumoyo wemunhu ndiMwari. Iwe chirega kushandisa pfungwa dzako uchienda pama groups ese ese anotaurwa zvinyadzi . Namatira kuti utange wawana rugare muhana mako , peace attracts peace and love attracts love , verenga bible nekunamata Uchaona kuti Mwari vanokupa muvaraidzi akanaka .“’The mountains and hills may crumble, but my love for you will never end; I will keep forever my promise of peace.’ So says the Lord who loves you.” Isaiah 54:10.


4. Kunetsa kwemari.

Mari ichanetsa , umwe anopindwa nepfungwa yekuita chipfambi. Usa kanganwa weapon yako kuti its prayer! Uchaona through prayer Mwari vachakuvhurira mikana yekuita business. Namata uchirangarira verse iyi “And with all his abundant wealth through

Christ Jesus, my God will supply all your needs.” Philippians 4:19


5. Ramangwana revana.

Zvinogona kukudya moyo kuti vana ramangwana ravo rakamira sei. Asi iwe usakanganwa ur weapon which is prayer. Verenga Colossians 1:9-11


6. Ruzivo

Ndino zviziva kuti pauri kuverenga imwe pfungwa iri kuti aya anongova mashoko enyaradzo. God is real my beloved sister. Imboedza zvandataure nekuti vese vakazviedza vakawanirwa nyasha . “Trust in the Lord with all your heart. Never rely on what you think you know. Remember the Lord in everything you do, and he will show you the right way. Proverbs 3:5-6


God bless you singles. Are you being blessed by my posts?


Musi wesvondo tese kuchurch!


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.




avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp