Kumusha Kwaifiwa Gore Negore!

Kumusha Kwaifiwa Gore Negore!





Makadii Apostle Sibiya


Ñdati ndiuyewo ne testimony yangu. Ini I have been to churches dzakasiyana siyana tichitsvaka rubatsiro nekuda kwekutambudzwa nemweya yeurombwa mumhuri. Mumusha medu maifiwa gore negore, vana sikana havaroorwe vakapihwa kuzvikwambo. Pamusoro pazvo mweya yemvura iyoyi pose pandaisvika ndoyaingotaurwa kuti ndoirikukusungira upenyu. 


Kumusha Kwaifiwa Gore Negore!


Chinotondirwadza ndechekuti Glory Ministry ndaitoiziva and pane akatomboti wadii waenda ikoko asi ndaizvinzwira nungo kusvika nguva yandakatozorega kunamata kwacho. Little did I know kuti ndiko kwaitove nedzikinuro yangu. Ndakazotanga kufollower fb page ndichiona dzidziso yenyu ndakabatsirika zvakanyanyisa. Ndakazotsva kune church yeGlory ndikaiwana. Ndisati ndambokuona ndakarota deliverance yangu muchindinamatìra ndikamanifesta kuhope ikoko muchibva manditi mwanangu kana wanamata zvako zvaita. Pandakazouyawo kune umwe msangano wakaitwa makanamata mukati ndinodimbura mweya inokutevera nhasi! Ndakafara bcz yakave sealing yedeliverance yandakarota Iya. 

Ini I have peace in my heart, ndakutorotawo zvinobatika, and pakada kuita ma attacks ndinotooneswa ndotonamata even kuhope ikoko, I had so much fear in me asi ikozvino handichavhunduke zvachose. Even zvinhu zvakatooma ndinongoziva kuti God is working out something I don't even stress


Apostle thank you for accepting your Call. Your teachings are so powerful that just by reading them I believe deliverance will be taking place and the mind being renewed. Am single mum and I always say if I am to marry my Boaz must come from Glory bcz I don't want anyone to take me out of this house. I have seen God who sees me here.


Musi wesvondo tese kuchurch!


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.


avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp