Comrade Hasha: You Must Read This!

Comrade Hasha: You Must Read This!




Murume🥸 wenyu akutozviziya kuti achida kusabvunzwa bonus anongo rara asipo pamba  odzima fon yake panodzoka mangwana you will react chete. Anotozviziya hamumirire explanation kungonopwanya ma window ese emota paanongosvika.  From ther murume 🥸wenyu ototi handitaure ne benzi ini, motoruza bhonimbi CDE HASHA, control your anger. 

Comrade Hasha: You Must Read This!


Mwana wako anotoziya achida hake kusaenda nevamwe kumusha anongo pinda mumba late haa CDE H munobva maita zvezita renyu momukakaritsira nevhudzi panze muchituka motomuudza kuti hamusi  kuzo famba naye mu same car otosara hake.Control your anger. 


Marwei wemurume wenyu akuto ziya achida baba kumba kwake anongoita Foto shop murume wenyu akarara pa bed pake oisa pa status, haa sezita renyu CDE zvinobva zvakubatai mugotukirira baba nezvemubhurukwa zvekuti vanoto ti better ndichinodyira weekend kwandatukirwa ndichingozadzikisa.


Not everything chinoitika needs your reaction, just learn to ignore some things. Enda unopfunda mvura kana wabatwa nehasha before you say something that you will regret tomorrow, buda panze umhanye uchingoenda  uchi chema kana uchida wozomira hasha dzapera wodzoka kumba. Inzwa zviri kutaura shoko :

James 1:20: For man's anger does not promote the righteousness God [wishes and requires].

Hapana paunozomboteerera uine hasha unotoita ma blunders, unototadzira Mwari chete kana uine hasha wozozvidemba hasha dzapera.


Proverbs 22:24-25

Make no friendships with a man given to anger, and with a wrathful man do not associate, Lest you learn his ways and get yourself into a snare.Ramba uchiita hasha dzako idzodzo uchashaya🙅🏾‍♀️🙅🏾‍♀️ shamwari kana vanhu vanodawo kuwadzana newe. 


Let us say it together: You Spirit Of anger I am no longer your candidate leave right now in Jesus' name‼️


Be blessed.


Musi wesvondo tese kuchurch!


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.


avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp