Aunty Rhoda: 18+: MaTin Anoitirwa Iwewe!

Aunty Rhoda: 18+: MaTin Anoitirwa Iwewe!




Regai titange nekugadzirisa information yamakakura muchiudzwa and yamuchiri kuudzwa nanhasi kwamunomboudzwa inove isiri yechokwadi.


HANZI MAT***** ANODHONZERWA MURUME


Wrong and false!


Aunty Rhoda: 18+: MaTin Anoitirwa Iwewe!


Mati**** haasi emurumeba, initially, kwete. Ikoko kunyeba. Matinji ndeako iwe mukadzi. Why and how? Mati**** anoita mabasa aya pamukadzi:


a) Matinji anobatsira kuti gomba rako rigare rine higher temperature, ripise  .Thats why murume achiti akazosangana nerine matinji anoti riri kunaka nekudziya more. Otopenga naro. Zviri pachena ka izvo.


b) Matinji play a very crucial part pakudzivirira fading yepama pantie or tumwe tuma bacteria kuti tusapinde mukati mako. Fading iyi ndiyo inokonzera ma candida among other causes.


c) Matinji anowedzera sensation yenhengo pakuti they increase surface area inenge yave exposed ku stimulation. Just like how mukadzi ane chibhinzi chihombe (monster clit) achinakirwa kukunda ane ka normal clit or ane kaduku. Reason yazvo ndeyekuti muscle iya iri pamurume inonzi cavernosum inomis chababa oagomba rako mukadzi pane two ma muscles iwayo. So blood rinenge rakufanira kuti riuye kuzvimbisa matinji rinenge rawanda hence more kunakirwa. Chinoita kuti yababa imire iblood flow. Chinoita kuti rako rizvimbe kana ratota iblood flow.Wapabataka apo?


Vakuru vedu vakare vakazviita but vasingazive kuti sei zvichiwedzera kunaka kwemukadzi ivo voti manje mukadzi anofanira kunakira murume yet mukadzi anotowedzera kunakirwa iye.


So haufaniri kunziba dhonza kuitira murume wako or kunzi unogona kusangana nemurume asimangade. Ko anogomada kana kusamada kuti ndeake here? It is done for your pleasure iwewe. Zvakangofanana nekunzi bvisa chibhinzi or kuudzawo murume kuti bviswa foreskin. The foreskin is the part yechombo chemurume ine feeling rese. Ndeyake foreskin, just like matinji ndeako iwewe. Hazvinganziba murume checheudzwa in case unosangana nemukadzi asingade foreskin. You get it? 


Ukatoona murume anoti handidi matinji, that hubby is being selfish. He doesn't care about your pleasure as his wife.


.

Musi wesvondo tese kuchurch!


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.



avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp