18+: Izvi Ndizvo Chaizvo Izvi Madzimai Nevarume

Pano paita nyaya!



Number 1: Let me tell you something and it is true. Chombo chemurume wese, or almost 99 percent yevarume iri connected kuzvinhu zviviri: Maziso nenzeve. Maziso emurume ari connected ku****o. Nzeve dzemurume dziri connected kuchombo. Murume akakuona wakashama my darling chombo chinomira. Murume akasakuona but akanzwa uchitaura dirty, chombo chinomira and even worse kukunda zvainoita nekuona because of imaginations. Maimaginations are more powerful than seeing. Fantasizing is deadly. Nyatsopabata apo. Murume akanzwa mukadzi achitaura language iri dirty anoita an immediate stimuli kuchombo that connects your words to zviri pauri. Just like iwewewo musikana/mukadzi kana ukanzwa vari munext vachirhojana unotota. I hope you are getting it better now. Off-course zvese zvinoitwa mukutya Mwari and withing the confines of marriage kwete zvechihure.

18+: Izvi Ndizvo Chaizvo Izvi Madzimai Nevarume


Number 2: Imimi vanhu vanozviti kwawo makatengesa hudangwe hwenyu kuvanhu vanonzi pfambi.You sold your birthright. Pfambi dzakakuenderai kumberi and studied men in depth and in detail and understood them. And vakakutangirai kuziva zvinodonhedza varume. Haunzwe pfambi mubhawa isingagone kuti, "Hande unondi***ra" Haufe wakaona hure risingagone kuti, "Chombo chako chinondinakira". Why???


Because she understands very well and knows the binacle illusion inounzwa nevoice rechikadzi richitaura dirty kumurume. So imimi manje makuti ndezvemahure nemasmall house. Wrong !!! Ane marights ekurhojana nemurume wake nekumunakira iye achinakirwao ndiwe iwewe mukadzi wemumba wakabvisirwa. Ndezvenyu imi vakadzi vemumba not mahure. Mahure akatokubirai zvinhu zvamunofanira kuita ku capture varume venyu. Zvinhu zvamunofanira kuita to capture your wives. You see the devil is very clever. Madaro manje, moti hazvitaurwe. Baba voenda kwazvinotaurwa kunomisa chombo. Mukadzi wako otaura nekaBen 10 kake achishandisa that same very language!! Haaa ini ndinoti pasi nechihure chababa or chamai, pamberi nekufadzana mudzimba dzedu tichizviita munaKristu, tichitya Mwari. Varumewo musangofungira kuti mukadzi akataura newe nebedroom lamguage ihure, tinenge tavadzidzisa kuno kuChoto!


Musi wesvondo tese kuchurch!


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.



avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp