Tsoka Dzeminana!

Dai Hanah akangokurumidza kuita mwana hapana paaizoona nekupupura kuti Mwari vanosimudza marombe kubva muguruva. Dai Goriati yaive isiri Hofori; David kasiri kakomana kemakwai kuurawa kwa Goriati hakwaizova munana nechishamiso.

Dai Pauro asina kurumwa nenyoka vanhu venyika iyi havaizoziva kuti ana Mwari.

Dai Jesu akakurumidza kurufu rwa Razaro akamumutsa vanhu vaizoti vanga vakarangana, Razaro aive asina kumbofa and vamwe vaizoti aive angofenda.

Dai Peter nana Pauro vasina kumbosungwa hapana aizoziva kuti Mwari vanoshanyira kunyange mujeri.
Tsoka Dzeminana!
Tsoka Dzeminana!

Ehe; pane zviri kuitika zvinorwadza muupenyu hwako: Izvozvo zviri kugadzira kuitika kwemunana wako; ndati i tsoka dzeminana.

Mumwe Mufundisi ari kumusha pamwe ari kuti veduweeee ndiri pedyo nekure asi ikoko: ikoko kani ndizvo. Nekuti town haisi iyo inogona asi Mwari ndivo vanogona.

Ukaona zvonyanya kunetsa muupenyu chiziva kuti munana woda kuitika. Usakundwe ne tsumo dzinoziva kuti Kangoma karirisi kave kuda kubvaruka.

Rega zviitike kuti munana uitike!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp