Mangwanani Ano Namata Neni Ndaona Mamhepo Akutiza Nhasi!

Huya tinamate. Vakakugara dare vakakanda fodya pasi ndokusveta imwe nemumhino vakakutsirira apa vachitaura zita rako dziri nzira dzekuda kuti -

-hupenyu hwako husafamba zvakanaka

-mari yako yaunobata isashanda zvinooneka nemeso zvichibatikawo namaoko.

-mumba mako ushaye mufaro ugare uchirikitwa nemurume.

Ugare uchingorwara ~rwara

-ushaye mabasa ungova rombe resango

-utadzewo kubata mwana anonzi wako mumaoko ako.

Mangwanani Ano Namata Neni Ndaona Mamhepo Akutiza Nhasi!


But mangwanani ano ndauya kuzotaura zita rechikuriri mukati mehupenyu hwako mwana waMwari.

Ndauya kuzotaura zita ramambo Jesu rinoti rikadanwa vakaremara vanofamba

Vakapofomadzwa vanoona

Vasina vana vanoita vana

Vanorwara vose vanopora

Vasina mabasa vachiwana mabasa.


Mangwana ano I DECLARE A WAR TO THE DEVIL WITH HIS SOLDIERS AND HIS AGENTS IN THE NAME OF JESUS. THE DEVIL IS A LIAR AND HE WILL REMAIN A LIAR. NDATI ZVOSE ZVAKATARWA NEWAKAIPA MUHUPENYU.


HWAKO HAZVINA SIMBA PAMUSORO PEHUPENYU HWAKO NEZITA NEROPA RAMAMBO JESU WERUGARE. MATARE AVAKAKUGARA HAANA SIMBA NEZITA RAJESU


FODYA YAVAKAKANDA PASI HAINA SIMBA PAMUSORO PE-

MARRIAGE YAKO

~BASA RAKO

-HUTANO HWAKO

-MARI YAKO

-VANA VAKO

-VABEREKI VAKO

NEZITA RAJESUUUUUU!!!!!

NDINODANA ZITA RAMAMBO JESU MANGWANANI ANO ZITA

RINOTI RIKADANWA ZVISI ZVEPO ZVINOSIDIRUKA ZVISI

ZVEPO ZVINOTAMA.

Mangwanani ano satan nevamwe vake nhavaregedzeeee pose pavakabata muhupenu hwako nezita neropa raIshe Jesu werugare.


Ndinotaura motooooooooooooo nezita raJesuuuuuuu.

Satan murevi wenhema anemazikutama akazara nenhema.

Motoooooooo

Motoooooooo

Motoooooooo

Pose pakabatwa newakaipa muhupenyu hwako ndinotaura

motooooooooooo nezita raJesuuuuuu.

Kana wakazvinura panguva dzino iwe chingosvika paunonyora kuti;

"Satan uri murevi wenhema"

Or

"Satan hauna simba mukati mehupenyu hwangu" Kana hope dzakabata rova like Mwari vachingokuitira zvakanaka!


Begin to declare over your life and praise God. Repeat this prayer manheru waakurara wonduiudza zvaitika, check your dreams!


This Friday please join Apostle Pride Sibiya for a powerful night of supernatural service: deliverances, signs and wonders, healings, and the divine Word of God at the Tiyambuke International Christian Convention, 9 September 2022, paBethel Worship Centre of Glory Ministries, udzikinurwe!


Thanks


IF YOU AGREE SHARE NOW!!!


Have a wonderful and blessed day. Amen.


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.


Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.


avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp