Aunty Rhoda: Kana Tichiti Imba Mukadzi Ndeizvi!

Kana tichiti imba mukadzi zvinorevei. Imba is made up of four categories. 

Kitchen, Bedroom, Kuva mubatsiri akakwana, Kunamata.

1. KITCHEN:

  • Bika nguva iripo.
  • Bvunza dad kakawanda kuti vanoda kudyei.Mark his favourite foods and prepare that often.
  • Dzidzirawo mamwe ma recipe manyowani weekly please.
  • Don’t wait kuti murume abvunze chikafu.

2. BEDROOM:

  • Gara wakatsvinda.
  • Bvudzi remuma armpits nerepa vagina ngarigare rakaveurwa, kuita musvuu chaiko
  • Kana achida ma**nji dhonza, kana asingade chingosiya anopera ega.
  • Pfeka zviri se*y mubedroom: No mabhurugwa e cotton, no maku socks akangoti bvurruuu, no ma night dress marefu,dzimwe nguva no bhurugwa at all.Ibva kunogeza wakamonera tauro chete, wakapfeka mahiri, zora mafuta pakati pezvidya wakamutarisa wakagara opposite him
  • Chemerera pakukoirwa don’t hold it.
  • Bvunza dad pavanoda kubatwa nemabatirwe acho. Ita izvozvo.
  • Usangomirira kutangwa chete all the time.That's annoying.
  • Mudye nhengo yake zvine hunyanzvi neskiri chairo.
  • Chinjai ma staera pabonde.
  • Tengawo ma pantie akabooka pakati.
  • Usatya murume wako kumuudza zvaunoda nezvaunoda kuitwa.Hauna kuroorwa neshumba kwete. Be assertive, be confident.Unofanirawo kutunda always.
Aunty Rhoda: Kana Tichiti Imba Mukadzi Ndeizvi!

  • Dzidzira chikapa chaicho.Chikapa hakusi kutambisa chiunuba but magaro.
  • Tarisa murume mumaziso achikoira.Mubate tunyatso uchitupuruzira zvinongonaka sezvinoita twako tuchibatwa
  • Support murume wako kana akaita ma challenges nenhengo yake pabonde
  • Usafe wakatanga masturbation.Kana wanga waijaira please stop with all will-power and prayer.
  • Don’t be disturbed ne phone kana uri pa bonde
  • Ukaona wakunetseka ne size ye penis ziva kuti wave hure, ibva wazvidzora wogutsikana nezviri murume wako. Modzidzisana zvaunoda kuti akuite kwete kungonyarara wakatsamwa.
  • Kana wakamirira kudzoka kwa baba manheru kuti vazoku svira bhoo, achiri masikati build-up ka desire kacho mavari. Taura naye pa app uchimuudza zvauri kunzwa, mupe photo wakapfeka zviri sexy. Uchaona kuti anokurumidza kudzoka okupa chaizvo chaizvo.
  • Pa bonde usangorara kunge danda woti iye ngaashande kkk. Unomutorerwa murume iyeye. Gara uchiziva kuti vasikana vaakasvira achiri mukomana vairova basa kunge ma porn actress. Usamirira kutangiwa, chito tanga iwe.
  • Kana mapedza bonde, unobvei nekuti daddy mandigona and I am happy, even though usina kufara. Always know man are big babies , praise, adore and motivate them. Muromo wako hausi wemakuhwa kana kupopota, ndewe kurumbidza your man.

3. MUBATSIRI AKAKWANA:

  • Usangogare pamba kunge mbwizhu. Mukadzi chaiye anoitawo ka income kake pa side.Hatidi vanhu vanotikumbira chero nemari yema pantie-liners kana, munyu kana chingwa.
  • Ida hama dzemurume, kunyanya amai vake.Ukada amai vemurume unotonga murume wakanyarara zvako.
  • Asingakude, ramba uchimufarira.
  • Don’t complain tunhu twese-twese tumwe turi so little.
  • Hatidi vanhu vanoti vakatsamwa voita chiramwa kana kungoti zii.
  • Zivawo ma topic ari wide like geography, politics, bhora a bit, history and general knowledge.Hatidi kungounzwa kuti nhingi adai, muvhango yadai. Tinozoswera tangove pa facebook kana pa app nekuti unenge uchibhohwa.
  • Kana uri kugara kwakasiyana ne murume, gonawo kutaura nyaya dzerudo pa phone nepa app. Mufonerewo kwete kungomirira kufonerwa. Taura nyaya dzakasiyana siyana dzinomupawo kukusuwa, kwete kungoti chidzoka. Iva nenjere dzekufunga nyaya dzakanaka dzaanodarirawo kwete kungoisa pressure.
  • Bilivhisa murume wako, murumbidze, nyatso kumuudza zvaanogona womukurudzira pese paunofungira kuti anogona futi. Murangaridze pese paakakugonera muupenyu kana pa bonde. Kana washaiwa zvekutaura, murumbidze pakupfupika kwake ne husimbe hwake.
  • Usapopotere murume.
  • Usapindira murume achitaura atsamwa.Mukadzi kwaye anonyarara ozotaurawo hasha dzaserera.Hakusi kujaidza munhu, ndiko kugona munhu ikoko.
  • Mumba hamuna huhandinzwarwo, mumba hamuna kunzi, “Iwewewo unodai”,kana murume ari kukutsiura or akatsamwa.Hazviitwe.
  • Kunyange waroorwa kana muchiri mukomana ne musikana, gara uchiziva kuti uri pa makwikwi nevasikana vekubasa, veku church ne ma Neighbhour. Saka pfeka zvinoda murume kwete zvaunoda. Ruka ma hairstyle anoda murume kwete aunoda. Usaomere nema photo ako kana ari kubasa, mutumire kuti agare achingokuona nekukufunga. Kana achifarira winky d , record voice note uchimuimbira womutumira ikoko kwaari. GARA UCHIZIVA KUTI ZVESE ZVIDIKI IZVI ZVAUNONZWA USIMBE HWEKUITA MA SLAY QUEEN ARIKUMUITIRA AND RIMWE ZUVA UCHANDIRWADZIWA.

4. KUNAMATA:

  • Mai vemba must spend more time in prayers than kumaraini. Satani is fully engaged kuparadza dzimba.Prayer guides and protects.
  • Farira church yemurume wako uye umudzigire pakunamata ne kuenda ku church. Ndokuti agare ane chinomudzora mupfungwa.
Then finally:
  • Kana murume akatanga kukurova, usashinga.Unofa.Better be divorced and alive than in the grave or crippled.
  • Murume akatanga kuhura, shandisa protection or if you cannot , ibva. Hutachiwana huriko.Raising your children alone is far more important than letting them see your unhappiness. It affects them in a serious fashion.
  • Don’t listen to those who will ask you kuti wamborohwerwei.Hakuna reason inorohwerwa mukadzi.
  • Don’t listen to those vanoti hakuna murume asingahure. They can't cure HIV. And ivo kana vachibvuma kuti they are just nothing but mere mops in the hands of men, ndezvavo.

I hope tabatsirika kuti imba hayisi stonyeni chete.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp