What A Mighty God We Serve: I Used To Feel Kamunhu Mandiri

What A Mighty God We Serve: I Used To Feel Kamunhu Mandiri




Vanhu vapanduka nhai Apostle.

Inini kare kare I believed kune zvechivanhu so ndaisaenda hangu kuchurch ndaingoenda kumapostori kana ndichida kushandirwa chete asi mostly ndaiita zvemabira then rimwe gore makaita crusade paZengeza 5 ground and from day 1 ndaitonzwa kunyaudzwa . On Thursday manje ndakabva ndanzwa imimi makatanga maimba rumwe rumbo rwenyu rwamunogaroimba so and from there I was hooked so makazoenderera mberi makuparidza ndichiterera ndiri mugumbeze kwaitonhora day racho kusvika mapedza . 

What A Mighty God We Serve: I Used To Feel Kamunhu Mandiri



The following day yaive Friday ndakakunzwai futi and musi uyu ndakanga ndaswera ndichirwara asi I decided kubuda mumba kuenda kwamaive and when I got there ndimi maiparidza futi. Hameno zvakaitika on that particular day ndakangoti ndichisvika padhuze nepaive nevanhu ndakanzwa kumira moyo ndichibva ndarutsa and after that ndakabva ndapora and I felt different and from there ndakabva ndachinja kunyange mafungiro. Before then I felt like mune kamwe kamunhu kane small body in my big body who used to control me sometimes... zvakabva zvapera that same day . So from there ndakatendeuka ndaisatoziva kuti ndiyo church inopindawo our other ********** family veku3

So ndichijamba zvimwe I know I don't attend church that much because of ****** ***** but inini ndinoziva kuti Glory Ministries is my Church and my spiritual father is Apostle Sibiya and handitye or kunyara kuzvitaura to the extent yekuti kufamily kwandakazvarwa inini they now address me as "uyu wekwaSibiya musiyei" whenever they want kuenda kumabira kuya.


I pray God turns all the plans of your enemies into blessings in your life in JESUS' NAME.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Post a Comment

0 Comments

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp