Testimony: Ndanga Ndaroyiwa NeSmall House, Asi Mwari

Testimony: Ndanga Ndaroyiwa NeSmall House, Asi Mwari




Makadiiko? Ndiri mukadzi ane makore 34. Ndinogara ku S**** Ndinoda kutenda Mwari wakanditakanura kubva paurwere.

Testimony: Ndanga Ndaroyiwa NeSmall House, Asi Mwari


Ndakaroyiwa nesmall house yemurume kusvika pakutadza kuenda kuchimbuzi kana kumw**i. Izvi akazviita kuti ndisakwanisezve kurara nemurume wangu. Ndakarwara kusvika ndisingachagone kufamba ndikazama kwakawanda. Small house akazotaura nemurume akati ndini ndakazviita asi n'anga yacho yati hazvipfudzunuke. Ukuwo nhengo yemurume yairamba kushanda kumba. Ipapo ndakashaya zano vabereki vakandiramwira kumurume wangu. 

Sisi vangu vakazondiita kuti nditaure naprophet namhamha vanofundisa kuChurch kwavo kuGlory Ministries. Vakandinamatira pafon mangwana ndikafuma ndapora ndave kufamba. Zvese zvakadzoreredzwa manje zvekuti vanhu vakakatyamadzwa nazvo.


Ndotenda Mwari naprophet namama Christian naClara Neshamba


Ndati ndikuudzei kuti Mwari variko use vanogona. Ini nemhuri yangu tiri kufara nhasi.


I pray God turns all the plans of your enemies into blessings in your life in JESUS' NAME.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp