Mweya YePasi Pemvura 7: Manjuzu Nekushaya Mbereko

Mweya YePasi Pemvura 7: Manjuzu Nekushaya Mbereko NekuUchikwa




Mweya Yepasi Pemvura nekushaya mbereko.


Haasi m wese arikushaya mbereko anedambudziko rinoonekwa naanaChiremba. Zvimwe zvacho zvinokonzerwa nemweya yepasi pemvura. 

 Mweya YePasi Pemvura 7: Manjuzu Nekushaya Mbereko


Ungaziva sei kuti ndiyo? Kazhinji unoti kana uchiedza kubata pamuviri or watopabata unozongorota urimumvura, kana kurota mukadzi akanaka achikubata padumbu, kana achitora mwana mudumbu kana achikubata-bata mazamu, kana achikuendesa pasi pemvura. Izvi zvinotozoteverwa nekubuda ropa wamuka zvotoreva kuti mwana atorwa.


Kazhinji kuti utozowana mwana vanokudaidza kuti uuchikwe zvisiri zvekwaMwari. Ipapo unenge wadedicater mwana wako kwavari. Kana akura mweya yepasi pemvura inoti ndewedu. Kana dambudziko remwana rasvika enda kwaChiremba nekunaMwari bedzi...mwana chipo chinobva kuna Mwari. Zvipe kuna Jesu nhasi tinamate. Mukazvitarisisa vanhu vazhinji vanosangana nemaporofita anovati mune mweya yemumvura anenge akawanikwa nekuuchikwa!


By Apostle Pride Sibiya


Wait for part 8


I pray God turns all the plans of your enemies into blessings in your life in JESUS' NAME.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp