Mweya Yepasi Pemvura 6: Vanoenda KumaSaloon NekumaBarber

 Mweya Yepasi Pemvura 6: Vanoenda KumaSaloon NekumaBarber





Apostole nyaya yamakanyora iyo inoitika. Musapere simba nevanoshora avo. Ini ndakagara ndichinzi nd one shavi renjuzu yekuRussia. Ndakatorwa nemapositori vakati shavi iri rinofanirwa kubuda pandiri. 


Vakati tinotenda kurukova nemachira egold neblue, inini hangu handina kushandisirwa machena. Takanzi tiite nerice tikaenda vakanodeketera vachikanda chikafu chiye mumvura. Vachideketera kudaro handina kuzoziva zvandaiita asi vanotaura vaiti ndaitaura nechirudzi chavasinganzwe ndikamhanyira mumvura ndichigeza. Naturally ndagara handidi zvetsvina hangu. Ndakazoziva kuti pandaitaura chaive chiRussia. Uh kuti vanhu havazive havo simba remumvura. 

 Mweya Yepasi Pemvura 6: Vanoenda KumaSaloon NekumaBarber


Apostle ndaikwira mabhazi kunosvika kunyanza yekuMozambic pasina munhu aindiona ndaisabhadhara ndonopihwa mvura dzangu ndidzoke. Ikoko kunotouya vamwe vakuru chaivo vanototoshamisa kune nevamwe eben ****thwa ndakambosangana naye ikoko. Even vamwe vanoita zvemachurch ana ***** taivawona! Ndoda vezvematongerwe enyika sa******** ****** taigara takasangana. Ndakatanga kuita mari nesaloon zvisingaite kana izvezvi zvirinane kungoti ndaakufunga kuzvisiya. ndinoruka vanhu vepamusoro vega vega ende vamwe vacho ndeveikoko futi, kwete vese. Hazvireve kuti kana munhu afuma manjuzu all the time. Asi kune vanoenda kumasaloon zivai vanhu vanobata misoro yenyu please handidi kutaura zvakawanda, ndongoti ndokupera kwemashoko yangu kikiki!


Ndakuda hangu kunamata nekuti mhiko yacho ndeyekuti handoff ndakaroorwa kana kuzvara asi ndinoita mazimari. Apa ndinorara nevarume vakawanda. Murume wese vandinorara naye anototanga kutaura zvekuramba mukadzi wake. Ini hangu kukura kwangu ndaida kuita munhu kwaye saka izvi handichada. Udzai vanhu chokwadi mufundisi vanhu vabatsirwe kubva kumweya iyi. Nda****


Bishop's Note: We later prayed for her and delivered her. What we need to know is that when these people from some of the manjuzu world do business they use them to spread spirits to people. You must know that the head is a place of impartation so some of them as they do your hair, invoke spirits and try to impart them to you. It is important that you know your hairdresser and also be in the Lord so as to be protected. Hakuna simba rinodarika raMwari. Also fo not just let people who you don't know, fly-by preachers to just lay hands on you!


Check out part 7


Inboxed to Apostle Pride Sibiya.


I pray God turns all the plans of your enemies into blessings in your life in JESUS' NAME.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.


avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp